Friday, November 29

News News

October 31, 2023

Tatelicious Ndinomira Na Tinashe Mutarisi Handisati Ndambomuona Akatsamwa Kudaro Java Na Mudiwa Mboko Shindi Garai Pasi

Ndaiwona video ya  #Tinashe_Mutarisi , I have never seen him akatsamwa kudaro .   I felt pain for him.😭😭😭             Tell  #Tinashe_Mutarisi , I have forgiven him.   #DOG_HOMWERIANS_FAMILY LETS SUPPORT THE ORIGINAL DOG FATHER.♥️♥️♥️           WHEN I DO THE LIVE SHOW , NDICHABATA NYAYA YA DOG FATHER MY ORIGINAL BOO CAKES #VAMUTARISI ♥️♥️♥️   TO HELL NA JAVA & MUDIWA.           MBOKOSHINDI DZEVANHU , NDINI NDADARO.   I WILL FOREVER LOVE #TINASHE_MUTARISI HE HELPED ME PANDAKAITA HOMELESS KU SWEDEN IN 2022.   I AM VERY LOY

October 30, 2023

Domestic Issues Ya Tete Tilder Yobhowa Vakawanda Ndeyema Kuhwa Chete Hapana Chitsvene Chiriko Irikutoputsa Dzimba Dzevanhu

Haaaa guys criticism ya Tete Tilder hamudi kuinzwa zvamuchose hanti? Nobody is perfect even the greatest will be criticised. Mamwe maitiro avo pa Domestic issues vese na Doctor Choga anoda kuchinjwa.           Haaa vanonyanya kudzvanyirira vakadzi. Shuwa kuudza munhukadzi kuti abatsire murume asina kubvisa kana bete zvaro kunovaka kumusha kwake? Ungabatsire vamu boyfriend kuvaka kkkk nyangwe ndimiwo.             Ko kuzoti pese paresva mukadzi ngaadzokere kumba kwavo, yet varume vanenge vaita zvinotyisa vanongonzi bamunini hunhu hwenyu hwakasunama zvongopera zvakadaro.             We love the effort yavanoisa to save marriages asi varikunyanya ku o

October 30, 2023

Pashata Chihera Otukirira Mai Mazowe Mwana Wenyu Ibenzi Izvi Zvavabhowa Vakati Siyanai Na Kiki Mwanawangu

**Tukai inini I will not respond,stop bullying vana vangu,if you do I will respond rubbish**😢.         …Kiki is mine and she belongs to me.Nomatter how you can vukura iwe imbwa iwe,you can never leave life Inenge yaKiki.Iwe Shupikile nemwana wako meşe muri 2,Kiki will pay your rent and food for you nekupenga kwake ikoko kwaunotaura...           I have 2 Degree’s and a Master’s Degree then out of a bloom woti you opened my Fb page.You are not educated iwe Futseki.Pavana ndowirirana nemi hameno kuti vanhu vanoita tek tek nevana brain dzavo dzinyatsorimo here.             Aigona kungokufambai pasina zvekupinza innocent Kiki.Anyway sorry henyu

October 30, 2023

Job Sikhala 51 Birthday Otaura Chamisa Na Hopwell Ne Zimbabwe Yese Ndirikufira Imi Mujeri Matondikanganwa Ndichitambura Ndega

Job sikhala is turning 51 years today ,he spend more than 500 days in prison for fighting for the murder of Moreblessing Ali ....nhasi variuenda kuCourt kundonzwa judgement yavo                 .......meanwhile the likes of Hopwell thought CCC and Chamisa neglect him ....CCC yaifanirwa kunge yakadii apa???Problem aituka President vanhu vachiombera asingafunge ramangwana rake.             he was suppose to follow the right procedure ana Chamisa vacho havatuke kudaro.wish him all the best adzidza dai achibuditswa veduweenot being rude but sometimes u must stay on your lane cz if it turns unfortunate u wil b suffering alone, with noone looking afta yo family

October 30, 2023

Tawanda Elton Fanuel Vofumurwa Nababy Mama Sembinga Zvinonyadzisa Kufamba Vachimitisa Vasingachengete Vana

Hi sis  chitupai kandai mu bin, veduwee ndauyawo pano with a heavy heart. Yangu haisi zvayo nhoroondo. Kutotura nyaya yangu pano kushaya wekuudza😭😭.           I met this guy in harare, tikadanana mushe mushe bhudhi was everything he ticked all the boxes. Nhamo yakazotanga ndabata pamuviri waiti ukaphona kudai haidavirwe message inozopindurwa after 1 week.             Munhu uyu ndiye aitondifosa kuti ndibate pamuviri. Sezvineiwo ndakazoti rega ndimbo stalker bhudhi pa fb wanei vane mhuri. Ndini uyo speed ku profile kwa maiguru cover photo ndere mhuri yavo murume, mwana na mai. I confronted the guy akati iwe nemunhu iyeye takasorambana kare🤷🏼‍♀️.      

October 30, 2023

Chiiko N"anga Sekuru Bvunzamukombe Vakawanda Vachema Vabiirwa Ma 1500 Pasina Chirikuzoitika

Hie sis please hide me neniwo ndakaona sekuru vaibuda ku zimbo live vanonzi Bvunzamukombe vachibatsira vanhu kudzosa zvakabiwa ndikati rega             ndivabatewo ndikanzi tumira R1 500 ndikatumira but until now andina kubata mbavha ende vanhu vanoignore ma phone ivavo but kutora mari vakaita follow up iri serious.

October 30, 2023

Mazimbabweans Akawanda Ochema Nekuda Kwe N"anga Yekwa Tete Tilda Irikuvabiira Mari

#Hidey   Sekuru vekuBinga vakabuda kwatete Tilda.         Kubira vanhu kudaro.apo vakatora ma$60 avanoti embudzi edare kuvanhu 10 imarii.vakandirwadza kani.         Vakandibloka ndapedza kuisa mari.N'anga dzepafacebook.         Hie hide id ndakabirwawo nasekuru Chilelele ava ndaive ndarefewa nemunhu Ari pano pafacebook zvakaoma vakabva vandiblocker kwese kuwhatsapp nekumacalls.             Akandi refer kuna sekuru ava anonzi Rosey Tumbare aitovarumbidza achiti vanopedza masports zvichida vanoshanda vese.

October 30, 2023

Capetown Phillip Khodzi Atema Ma Body Parts EMukadzi Wake Rachel Maphosa Nedemo Senge Arikutema Huni Iye Achibva Atiza Munhu Ave Kufa Zvinotyisa Hazvo

Makadii hama neshamwari murume uyu anonzi Phillip Khodzi atema mukadzi nedemo akatiza muCapetown Fish Hoek Masiphumelele. Kumusha Philip anobva kwaChivi. Mukadzi akatemwa zita rake anonzi Rachel Maphosa pafacebook anonzi Rachael Shanty.           Parizvino mukadzi ari muchipatara atemwa musoro ruoko negodo vanga vaine mwana ane 4yrs , mwana parizvino aripa nextdoor vanenge vaonawo murume uyu zivasai mapurisa aripedyo.           Phone yake zvose neyemukadzi atora ayenda nazvoo.Kumwe kuwanzwa hasha kwacho kuno kupa kuisa ngozi mumusha nekushaisa mufaro               kwehupenyu hwese ko kungo siya mnhu murunyararoUmmmmm ukaona kut hasha dze munhu wau

October 30, 2023

Zimbabweans Havasi Kufara Wasu Murume Hazvisi Safe Kumusiya Nevana Vasikana Ana Fifi Maitt Vakakanganisa

Yes amai Titi vari Jeri everyone knows that asi vangasiyire munhu wechirume kuti atarise vana here.           Wasu uyu handimuchenese anorohwa kudovi achirova iye ne front chimboitai muchitarisa vana Fifi uyo pane kakutaurika kuti ane nhumbu ine 2 mths.             Cat family woke up please Felistas anozvisungirira panobuda kujeri.

October 30, 2023

Maria Muchiyanga Opfuurwa Nepfuti Afa Anga Anenhumbu Ku Cape Town Joe Slovo Milnertone

Tete makadii mhuri yeZimbabwe,nhasi kuno Cape town ku Joe Slovo Milnerton takashaikirwawo nemumwe wedu anonzi Maria Muchiyanga aiva nepamuviri .           Akabatanidzirwa paipfurwa mkomana magangstar vanoita zvema protection fee ndokubva ashaika.             mumwe akabatanidzirwa haana kushaika hake.panga pasina policy saka murume wake anga achikumbira kubatsirwawo.for more info contact Brian Njenje+27 61 391 0027       Thank you

146 147 148 149 150