Mukadzi Ofumura Dhuterere Ndaitengesa Naye Mutoriro Bronkoo Nekokeini He Is 29 Mukadzi Wake Ane 43years Nyini Ndo Downfal Yake Sunningdale Kamukadzi Kane Nhumbu 2 Girlfriend Anyura Muchivi๐คฃ๐คฃ๐คฃ๐คฃ๐๐๐๐๐๐๐คช๐คชHe knew kuti she was old and he bargained for that deal. Zvekuti akuda mudiki ratove drama iro.Muchiri kutaura zveage mukore uno aaah age is jus a number iyo isu kuno kwamachipisa takutoti cousin is jus a word tikungokwirana pahukama
Kumeso kunenge gakanje ririkumama what do you know about Tinashe mutarisi Uyu chero mukarwadziwa naye hayite mari yekuba anozvishandira big up my G Tinashe Mutarisi ๐๐Indeed Mutarisi is 20,000 times wiser than JAVA๐. If he is to become a man of God even today, he would still do better than you.It's time now for all concerned Zimbabweans to unsubscribe, unfriend or unlike Java and Mudiwa pages. There's absolutely no inspiration that one can drew from the 2. Ndivana dako avo varikungopa vanhu pressure nokutipozera, kunge kuzviita vanoshanda yet they have connections dzokuba muhurumende ..now vave kutsvaka kukanganisira munhu arikuzviitira business rake riri genuine . Nxa
VaMutarisi ndati ndikuyeuchidzei something..Munogona mune mari yakawanda,kupfura tese and munogona muchipihwa nzeve naPresident kupfura tese,asi hunhu hwakakosha kupfura ndarama. Inini handisi Ghost zvamufunga and zvamukuziva imimi raramai in denial henyu but ndakakuudzai zvandakarota and zvikuitika..I don't think muhupenyu hwenyu makambobata mari inenge yaBoka,Pamire but vese ivavo vaiva vital to the economy of Zimbabwe but vakarova pasi vakazvisiya.. At this point you need to lower your shoulders and listen with your eyes.Usambofe wakazvifonera kuti Zimbabwe needs me more than nhingi..No on contrary Zimbabwe haidi vanhu vanenge iwe vanoda kubvisa vanhu muhuruva zvinoura
Who ever finds me at fault between Prophet Passion and Mukoma Tinashe Mutarisi Saga, kindly accept my apology…and from the deepest part of my heart…Please take me off these conversations… my deepest apologies for trying to help. I genuinely thought peace could be worked out, and solution be found to solve their differences but… it didn’t work. Mukoma Tinashe Mutarisi I apologize for whatever it is, you thought i did or said, which we all know i said nothing bad to you…,but it seems you were not happy with me in that video you posted…My apologies. I am apolitical with Zero interest
Haana kumbonyanya kunaka hake tho Type dzana mudiwa pamwe ndovakatouraisa cousin yake Coz kuna Panganai akange akavenga Ginimbi Yr cousin urikutsvagei Snake undergrass uyu handimuchenese Mudiwa Bvudzi rake ariite kana ka Pony tail asi ndoshamiswa muchiti akanakaHaana kumbonyanya kunaka hake tho
MUTARISI needs to grow up and be like Econet Boss MASIIWA!! Kubudikira pama social media achiita zvisina basa Ana Tik tok. Why doesn't PASSION JAVA talk about MASIIWA,it is because ahazvirerutse pama Social media. Mutarisi needs a Social media Manager, kungoposster zvisina basa saTHEMBA GORIMBO. MAGETSI AKUENDA MA COMPANY ESE ,WAKAMBOONA MASIIWA ACHIPOSTER ZVEKUTI COMPANY YAKE YAKUVHARWA NENYAYA YEMAGETSI????
The Zimbabwe Prisons and Correctional Services has confirmed that the Brazilian "beauty" Karoline Silver Mafra left for her country weeks ago. Mafra who was acquitted of drug trafficking charges got stranded in 2021 due to challenges with her documentation at the time of arrest, leading to her detention at Chikurubi Female Prison. Following the social media frenzy, she managed to secure a ticket to fly back home. However, she "quitely" left in respect of prisoner rights said a Prisons source. Meanwhile, in a series of posts on what seems to be her Facebook page, Karoline expressed her undying love for Zimbabweans, particularly those who came to her rescue.
If dzungu was a person Manje yaatanga iyi yekuda kuita maskits achishandisa mazita ana ED anosvipwa manje manje I stand with Mutarisi,one mbinga ine track record,a true inspiration to the Ghetto youths,kwete uyu wekupengeswa nemari dzechegumi achimhura Mwari And to Mudiwa,i genuinely believe you're a good person,i feel you may have been caught in the cross fire,problem yawaita ndeyekudziya moto wembavha...Panga is a Pollutant Hands off MutarisiI used to think kut Mudiwa is very clever till nhasi...level ra Java ndana Dj Towers Nana Level Fantan saka upto now I don't understand kut Mudiwa akurasika papi c
Handina basa nazvo kuti ndiyani Ari right between the two ,asi i stand with Man Tina because ndongoziva kuti Java ndewe fake pazvese, fake prophet,fake church,fake marriage,fake lifestyle,fake mhene ,fake mereji,fake musangano,fake views ,fake followers,face guuuccccii ,fake friend, Feki feki fekiii,chisiri Che fake kutenderera capetown neku Dubai kuteedzaa njugaaaaa I hope one day vanhu vese avo vanotyisidzirwa vachinzi ndini munhu wacho achinyeba ndine link re Musangano vachabuda pachena,varikuitiswa ma deals ema mine claims,vamwe vakunyimwa Mari ye zvikwereti vachinzi ndokunyudza imi inzwa inini Java mudiki panyaya idzo,power raanoti anaro
Ukaona munhu achida kuplayer innocent plus kakudemba demba sa Mudiwa Hood ndiye ari wrong. Ngazive zveku hodha hembe kumakhula oisa label rakei was waiting yor reply father city๐๐๐๐๐finally mabva mauya neyanga ndisina kutarisira๐ ๐ ๐ Mudiwa Said "Mukoma I am disappointed, tell me one day I ever disrespected you or worked against you? Mandirwadzisa, why are you dragging me along, I repeatedly said you inspire me from the conversation, getting you guys to talk and solve issues, why do I have then need to look bad here… My greatest crime is to get you guys on the phone, you are lying to people and God knows