Mai Mazowelicious,mbinga yedu kuchando ndauyawo kuzopemha COS ramummy Svidhy vedu plz honaiwo mamiriro ezvinhu havasisiri safe Joni zvachose vakutumirwa matsotsi😭Semhuri tatone trauma😭. Svidhy wedu haana nungo mufunge and haana kana pamuromo plz plz mutoreiwo ASAP tapota plz Mai Mazowelicious.Chokwadi plus aka graduater anotoda kit yezve make up nebasa racho hambokunetsei mwana anoterera kwete nik-nax Svidy wedu haachadike aitumira mapics achifemerana mugotsi neumwe murume tomuda sei senyika achitiratidza zzvinotyisa kudaro
For a minute I thought ndiSwagger🤦🏿♀️🤦🏿♀️The hairstyle is giving Joey n the make up is giving swagger...haaa everything is not makesure Eyebrows ama drawer ndege yakuita take off weduwe 🤣🤣🤣Wouldn’t have done that make up traveling hangu personally. Ivy you are pretty without them eyebrows and powder or whatever u put on your face nhasi. Your hair is nice The hairstyle is giving Joey n the make up is giving swagger...haaa everything is not makesure
Hakusi kwakunyara here taida kuvaona varipo vachiita zvakaita Hilzy Hameno but muroora imbosiyai kumupinza busy nemapikicha Chenny Chenny hoza la 😂 ndoda uhwisise zvandaireva kuti kutora ma pics hakuna kuipa but zvaunoita nawo wapedza ndozvatinocherechedza, ava pamwe wakatovaona pavakauya but hazvina kumboita ruzha, zvinobva zvauya neka respect so Vakaenda asi havana kumboita noise mumaStreets Isusu tiri kutoda kuti vaite noise nekuti tine register ratiri kumaka. Hatidi kuzo vhiringidza zvinhu 😂
Chipo ndiwe wakatanga nemusindo paya uyina Baba Harare 😛😛 chipo wakanganwa kuti wakambo gukuchirwa na baba Harare Terry zvika mubatawo Chipo arwadziwa Shem, Tariro Mwari akukomborere😂😂
Saka murikuti madam boss anga adzokera nemwana ku n'anga yakamuuchika here sezvo zvichinzi mwana wekuuchikwa anodzokerwa naye murikutiiko pano nhaimi Dei vari mai Tt hayaaSaka toramba hama nokuti dzinopira vadzimu here? Saka zvinebasa rei ,that's your problem Zimbos Moda kuzviita vana holier than thou.😂😂🤣🤣 inini hangu ndambozvitaura kuti vanhu vachazviona chete kkkkkHayiwawo hapana chino shamisa apa hakuna musha usina mudzimu nemashavi nyangwe zvikadii Eheka Even akawuchikwa ikoko zvinebasa reiki? Ipo pano hanti muzere kugroup rembereko and kuwuchika uko. Vanhu vaida kuramba vachisekaka vachiti ngomwa.
Please hide my Identity tete joys Ndiri murume ane makore 45 okuberekwa ndichishanda kunotakurwa zvitunha toperekedza kumusha kwacho nebasa ,rimwe zuva ndakati ndainda kwaMutare sezmazuva ose aive manheru sezvo mhuri iyi yaida kumuka ichiviga kuseni so vaiti chitunha chovata mumba Chitunha ichi chaive chomunhu rume asi arikuma25 makore okuberekwa ,tasvika kuya kumusha ini nemota ine mutumbi ndakainda mberu toda koburitsa chitunha pamusha pacho,sekuziva kwenyu panosvika mota vsnhu vanochema zvokuti ,ndakabata basa rangu semazuva ose kutarisa kuti musoro hauna kyinda padivi here,kugadzirisawo fuko repacoffin,kuisawo chitunha mumba, Ndapedza ndakanzi ipaiwo mutyairi sadza ndikati huyai naro kumota ,pandakadzokera k
Former model, Mercy Mushaninga will perform 350 hours of community service following her conviction for defrauding models of US$10 000 in a botched modeling deal. More to follow
Yesterday, former Zimbabwe Warriors goalie Gift Muzadzi was in court for contravening the Dangerous Drugs Act. Someone tipped the police off in May and the ZRP found seven plants of marijuana in the garden at his Good Hope house. Harare magistrate Yeukai Dzuda released him on Z$50,000 bail
All in the name of " Akafa zvese zvosara zviri zvangu" mumwe achazosara asisina ruoko gwadyiwa nengwena saMary. Age is just a number kana uine Mari hako not Razaro haa hazvibude as for me
ZANU PF Party haitombode progress yevamwe Tinashe Mutarisi zambia Botswana enda unovhura mabussiness ako siyana nechinyika icho chaora Buda tiza neLife Yako unoti ana strive masiwa vakapusa here vaka relocatorBut iyeye anonyanya kuda kuzviita pajekerere kokushanda achiita Mari dzake silently why interacting with celebs ,Varidzi vechicken inn ndiyan anovaziva ngaadzidze kuva private,Zvinokuvadzisa zvekuda kuzivikanwaYaaahh the only way we can make money as Zimbabweans is to leave Zimbabwe True ngaanovhura out of the country zim too much sabotageHavatode kuona tichirarama vanhu vacho tovaziva zvedu. "Day 7 and we are sti