Sunday, May 19

Mai Maketeni Na Aunt Joy Vekubika Kuganza Vanoita Senge Pwere Dzatengerwa Nduwe Kungodai Mafugurirwa

Pantry yaAunt Joy nemansion yaMemory Muyaka hazvina kumbosiyana😂😂😂zvinenge bhrugwa nyuwani retoddler👼 kungodai mafukurigwa kungodai fugu fugu and munopfidza🤞 Mavara maviri anetsa mhani aya muZimbabwe, pantry nemansion! Aiwa tinoti eke ! 🤞Munhu kungoti hotsi, kurongedza pantry , hotsi , mansion yangu! Bhu, kurongedza pantry , bhu,mansion yangu, Kuti koso, nhasi tiri kurongedza pantry, Koso hashtag mansion yangu - thy shall overcome and recover all! Yuwiii tofemerepiko nhai veduwe ? Tofiyaaaakwaaa! 🙆Aunt joy vanotori neshow off but hamuzviwone chete you are blinded nekunzi ndirikukudzisai kutsvaira Mumba kunge vanhu vasingagone kutsvaira mudzimba dzavo apa Mumba mavo mune zvinhu zvakanaka chero vakasatotsvaira hamuzviwone

  • Share: