Tuesday, September 24

Domestic Issues Ya Tete Tilder Yobhowa Vakawanda Ndeyema Kuhwa Chete Hapana Chitsvene Chiriko Irikutoputsa Dzimba Dzevanhu

Haaaa guys criticism ya Tete Tilder hamudi kuinzwa zvamuchose hanti? Nobody is perfect even the greatest will be criticised. Mamwe maitiro avo pa Domestic issues vese na Doctor Choga anoda kuchinjwa.

 

 

 

 

 

Haaa vanonyanya kudzvanyirira vakadzi. Shuwa kuudza munhukadzi kuti abatsire murume asina kubvisa kana bete zvaro kunovaka kumusha kwake? Ungabatsire vamu boyfriend kuvaka kkkk nyangwe ndimiwo.

 

 

 

 

 

 

Ko kuzoti pese paresva mukadzi ngaadzokere kumba kwavo, yet varume vanenge vaita zvinotyisa vanongonzi bamunini hunhu hwenyu hwakasunama zvongopera zvakadaro.

 

 

 

 

 

 

We love the effort yavanoisa to save marriages asi varikunyanya ku oppressa vakadzi. Titende isu vakamirira criticism association πŸ‘πŸΎThat show ingori show yeguhwa rakaenda kuprivate school.

 

 

 

 

 

Tilder anenge achingonzwa makuhwa hake ezviri kuitika mudzimba πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚. There is absolutely no help there, regai Pastor vakazvisiyaWell said,ini l no longer follow domestic issues, coz they act like they know your problem kukudarika, Dr Choga iii vanobva vaita kunge his the perfect of them all,vachikurura madzimai ma wig.

  • Share: