Sunday, May 19

Zvinotyisa Zvinoshamisa Maurairwe Akaitwa Itai Dzamara Nezanupf

Uuumm ndarwadziwa ini, ende someone akambozvitaura akati marobbery akuitwa muHarare aya pfuti dzikushandiswa ndedze state idzi😭🙆‍♀️, kana Dzamara vakange vamuita kafira mberi vakadii zvavo kumukanda kana pasango hama dzake nevana dzaimuwana voviga zvavo handiti vakange vauraya kudhara. And that guy zvaari kutaura its true i have a friend aidanana nemunhu anouraya vanhu mari yaive nayo asi waiti ukamuona waifunga kuti mugunduruKo nhunzi dzadii kungoramba dzichiuya dzizare camp yese hadzo panhuwe zvekuti bheee...ndamerera nhasi YuwiiiiKana wabata ya Dzamara chizvibvunza kuti ko Rashiwe Guzha aripi and it's more than 30yrs atsakatika hapana akaona kana bhonzo rake
 

  • Share: