Tuesday, September 24

Capetown Phillip Khodzi Atema Ma Body Parts EMukadzi Wake Rachel Maphosa Nedemo Senge Arikutema Huni Iye Achibva Atiza Munhu Ave Kufa Zvinotyisa Hazvo

Makadii hama neshamwari murume uyu anonzi Phillip Khodzi atema mukadzi nedemo akatiza muCapetown Fish Hoek Masiphumelele. Kumusha Philip anobva kwaChivi. Mukadzi akatemwa zita rake anonzi Rachel Maphosa pafacebook anonzi Rachael Shanty.

 

 

 

 

 

Parizvino mukadzi ari muchipatara atemwa musoro ruoko negodo vanga vaine mwana ane 4yrs , mwana parizvino aripa nextdoor vanenge vaonawo murume uyu zivasai mapurisa aripedyo.

 

 

 

 

 

Phone yake zvose neyemukadzi atora ayenda nazvoo.Kumwe kuwanzwa hasha kwacho kuno kupa kuisa ngozi mumusha nekushaisa mufaro

 

 

 

 

 

 

 

kwehupenyu hwese ko kungo siya mnhu murunyararoUmmmmm ukaona kut hasha dze munhu waunodanana naye dzakanyanya bttr kusiya unofira mahara

  • Share: