Tuesday, September 24

Mazimbabweans Akawanda Ochema Nekuda Kwe N"anga Yekwa Tete Tilda Irikuvabiira Mari

#Hidey

 

Sekuru vekuBinga vakabuda kwatete Tilda.

 

 

 

 

Kubira vanhu kudaro.apo vakatora ma$60 avanoti embudzi edare kuvanhu 10 imarii.vakandirwadza kani.

 

 

 

 

Vakandibloka ndapedza kuisa mari.N'anga dzepafacebook.

 

 

 

 

Hie hide id ndakabirwawo nasekuru Chilelele ava ndaive ndarefewa nemunhu Ari pano pafacebook zvakaoma vakabva vandiblocker kwese kuwhatsapp nekumacalls.

 

 

 

 

 

 

Akandi refer kuna sekuru ava anonzi Rosey Tumbare aitovarumbidza achiti vanopedza masports zvichida vanoshanda vese.

  • Share: