Tuesday, September 24

Chiiko N"anga Sekuru Bvunzamukombe Vakawanda Vachema Vabiirwa Ma 1500 Pasina Chirikuzoitika

Hie sis please hide me neniwo ndakaona sekuru vaibuda ku zimbo live vanonzi Bvunzamukombe vachibatsira vanhu kudzosa zvakabiwa ndikati rega

 

 

 

 

 

 

ndivabatewo ndikanzi tumira R1 500 ndikatumira but until now andina kubata mbavha ende vanhu vanoignore ma phone ivavo but kutora mari vakaita follow up iri serious.

  • Share: