Dear Family And Friends, Ndawirwawo Nedambudziko Ririkundishungurudza Moyo. Vaviri Ava Munongozivawo Moyo Wekubetsera Vakandisvikira Ndiri PaKwame Mall Vakachema
Zvikabata Moyo Wangu Vachitaura Matambudziko Avaive Nawo Semurume Nemukadzi Wake Vechidiki . Zvadero Ndakazovabetsera MeAccomodation Mumba Mangu Mandinogara For The Past Three Week & Some Days. Zvaizivikanwa Nani Kuti Kurera Imbwa Nemukaka Mangwana Inogona Kukuruma.
Now Ndiri Kudzoka Kumba Midnight 12:44midnight Ndichibva Kubasa Wanikwe Mumba Hamuna Vanhu Vatiza. Dai Vaenda Havo Vasiya Zvinhu Zvakakwana Ndaiti Hazvina Mhosva. Zvino Vandiparadzawo Vehama Wee, Vandibirawo Laptop Ye Samsung Ne $1100 UsD . Mari Iyi Ndiyo Yandachiti Mainini Venyu Vanga Vari Grade 7 Vazowana Kuenda Form One. Laptop Ndimo Mune Basa Rangu Rese Kureva Kuti Saint Tv Yapararaπππ Ndichaita Video Kwayedza Ndichikuudzai Nyaya Zvizere.
MAZITA Avo Clifford Simbarashe Mtapura Age 22 , Laura Grace Munyai Age 20 . Originally From Gweru Senga. Please Please Help Me Locate These Two. Ndatoisa Police Report Husiku Huno. Please Share. Hama Dzangu Ma Influencers Please Share Ndigonewo Kuvawana Ndachema Hangu ππππππ . My Contact Number: +263 78 278 6610