Sunday, May 19

Jahprayzer And Stimela Beside Kudyanana Bota Aiwa One Munhu Ashingirira Kugara Muband

Ava vashandidzana kwenguva refu dai zvaramba zvakadaro❤️❤️❤️ Jahprayzer Band Vanhu Vanozongoenda vatadza Kubhadharwa Zvakanaka but with Stimela The dance Girl aiwa agarisa muband Iri re military touch. 

Ndokufarisana zvakanaka Nemaboss 

  • Share: