Tuesday, September 24

Tawanda Elton Fanuel Vofumurwa Nababy Mama Sembinga Zvinonyadzisa Kufamba Vachimitisa Vasingachengete Vana

Hi sis  chitupai kandai mu bin, veduwee ndauyawo pano with a heavy heart. Yangu haisi zvayo nhoroondo. Kutotura nyaya yangu pano kushaya wekuudza😭😭.

 

 

 

 

 

I met this guy in harare, tikadanana mushe mushe bhudhi was everything he ticked all the boxes. Nhamo yakazotanga ndabata pamuviri waiti ukaphona kudai haidavirwe message inozopindurwa after 1 week.

 

 

 

 

 

 

Munhu uyu ndiye aitondifosa kuti ndibate pamuviri. Sezvineiwo ndakazoti rega ndimbo stalker bhudhi pa fb wanei vane mhuri. Ndini uyo speed ku profile kwa maiguru cover photo ndere mhuri yavo murume, mwana na mai. I confronted the guy akati iwe nemunhu iyeye takasorambana kare🤷🏼‍♀️.

 

 

 

 

 

 

Ndakagunduruka nemimba yangu without any help from bhudhi, mukudanana kwedu uku kumba kwavo handikuzive taingopfuura neroad ondiratidza kuti ndopamba pedu apo. Izvezvi ndaita find out kuti bhudhi besides mwana wavo wekwa maiguru vane vamwe vana 3 vavasiri kuchengeta.

 

 

 

 

 

 

Vanonyeba kuti ndakasiyana nemukadzi handina kumbobvira ndagara naye takangomitisana tiri kuchikoro. ngwarirai vaskana bhudhi ava vane sweet tongue vanokutsotsa zviri sweet

 

 

 

 

 

vanonzi Tawanda Elton Fanuel vanofamba ne Aqua ye silver AFR 7014 vanotambira ku clubzone nekumashwede ma regular eikoko vachimwa ma veuve vasingachengeti vana. Mukamuwona tizai veduwe munotsotsewa.

Tete i have screenshots ema chats edu and how he ill treated me, ndokwanisa kukutumirai kuti muwone kuti handizi kunyeba

  • Share: