KUNE zvimwe zvinhu zvinongorema kuzvitaura kumudiwa, munyarikani, kuhama kana kumumwewo munhu.
Zvinhu izvozvo zvinoita kuti vamwe vanhu vakuvarire mukati vachinyara kana kutya kuzvireva nekuda kwenyadzi.
Sekuti; mudiwa wako, hama, shamwari kana mumwewo munyarikani akaita dambudziko rekunhuwa mukanwa, muhapwa, tsoka kana bhutsu, vhudzi kana muviri wake wose, iwewe unoita