Tuesday, September 24

Pashata Chihera Otukirira Mai Mazowe Mwana Wenyu Ibenzi Izvi Zvavabhowa Vakati Siyanai Na Kiki Mwanawangu

**Tukai inini I will not respond,stop bullying vana vangu,if you do I will respond rubbish**😢.

 

 

 

 

…Kiki is mine and she belongs to me.Nomatter how you can vukura iwe imbwa iwe,you can never leave life Inenge yaKiki.Iwe Shupikile nemwana wako meÅŸe muri 2,Kiki will pay your rent and food for you nekupenga kwake ikoko kwaunotaura...

 

 

 

 

 

I have 2 Degree’s and a Master’s Degree then out of a bloom woti you opened my Fb page.You are not educated iwe Futseki.Pavana ndowirirana nemi hameno kuti vanhu vanoita tek tek nevana brain dzavo dzinyatsorimo here.

 

 

 

 

 

 

Aigona kungokufambai pasina zvekupinza innocent Kiki.Anyway sorry henyu Mai Mazowe mbinga yedu yekuchando yemashuwa shuwa.

  • Share: