Tuesday, September 24

Maria Muchiyanga Opfuurwa Nepfuti Afa Anga Anenhumbu Ku Cape Town Joe Slovo Milnertone

Tete makadii mhuri yeZimbabwe,nhasi kuno Cape town ku Joe Slovo Milnerton takashaikirwawo nemumwe wedu anonzi Maria Muchiyanga aiva nepamuviri .

 

 

 

 

 

Akabatanidzirwa paipfurwa mkomana magangstar vanoita zvema protection fee ndokubva ashaika.

 

 

 

 

 

 

mumwe akabatanidzirwa haana kushaika hake.panga pasina policy saka murume wake anga achikumbira kubatsirwawo.for more info contact Brian Njenje+27 61 391 0027

 

 

 

Thank you

  • Share: