How tragic… 30 year old Lydia Dube was killed by an elephant yesterday while guarding a broken down crane at Chaba mine in Hwange. She was deployed there alone at night without a firearm nor a radio communication system. Shame on the company that employed her! Please don't take this the wrong way, but a lone woman with no weapons or communication system would not be able to do much guarding anyway. What a tragic waste of a young life.Shame on the mine for destroying the elephants environment!
Jah signal akaramba mukadzi wake chaiye achiroora mvana ye Zanu Guys rudo rwunopera and we all have a right to move on Haana kukwana varume chiii chinoitika kuti kana wawona girlfriend unoramba mukadzi pamberi apoo wonzwa munhu akuti mukadzi wangu angaariboe kwete izvi chiii ishaviπ Saka mati tiite Seiko ne information yemunhu Jah sigie tongovada zvedu vakadaro chero vakatora vemubhawa hatinei ne personal life yavo chero vachitifadza pamangoma apa
Congratulations gogo Murata is now a pastor β€οΈβ€οΈ Makabudira AFM zviripo mufungeππππ Vhurai chechi ndiuye mhayi , ndimi dzenyu is far much spiritual than dze aka ke America Pashy the fake prophet . Pa zvipo apo mhai please isa ma padlocks because Kamuchacha mweya uya ungamubate akatiza nemari yesangano ππππ Anosimudza double story ku UsheWekunze nemari yezvipoππππ Isai Kamuchacha ku praise and worship or ku Head of Ushering Department because kanogona kupfeka but not ku offering department , church ino broka mhaiiiiiiiiπππππ
Ndikazvifunga mushe ndivo vanogona kundichatisa Gogo Murata as Mufundisi pamuchato wanguππππ Kungozotya ndimi dzavo dzogona kubuda musaga ππππ “ Tenzi wangu rakashikaraka , vhurai meso a Marcus kuti aone kuti munhu waari kuchata naye murume biya ake rikashakashaka . Ngaatore hake Mai Tanatswa mwanawangu rikasokorokoshaahaka “ πππππ Vachishimanda havoππππ Vanondidirira jecha πππππ
Iwe Tate ma pastor e kumama ano dzidza ku chikoro cha mai Bwanya ! Kunodzidziswa na Vincent mwana wavo uye ! ( Chii chinodzidziswa na Vincent ) dhakwa ! Ngochani iyoyo ! Ivo mai Bwanya vachizviti principal ! Matuzvi e mheni ! Which institution is accrediting chikoro cha mai Bwanya nhai ! Ahh fuck it mhani! The school is called LILIAN BWANYA SCHOOL OF PROPHETS ! Nonsense endai kuchikoro chaiko mhata imi
Dai nyasha adzidzisawo anabhangu cz ummm vamwe juga dzikuvaremera Nhaimi vanhu imi mukumbodyiwa seiko mudzimba umu tikungonzwa nya anokunda anabhangu chiii chaaita chirispecial nhai,haaa vanhu muchadaro mugere nemagora ana fugu ndee mudzimba umuππΏβοΈπ€ Sure dhimoni hwai hayi that's disgusting ko vane number dzanyasha mondipawo wanna take her kuchurch kwedu kunonamatirwa pliz kana hama dzepedyo itai ndibatane nemwana she needs deliveranceπ
Wagona Mura but zvekuzoramba wongoti chikafu chatatenga chikafu chatatenga amana πYou said that more than twice and each time you did, gogo felt so uncomfortable veduwe. Dzidzai kubatsira muchisiyawo vaine twudignity twavo , zvimwe zvinhu taurirai kuseri. Ehe chikafu chatatenga mudye muchitifungawo, ehe chikafu chatatenga mudye muchingoti Mai Tt , mutimba musuva wesadza , Mai Tt, mukaseva soup , Mai Tt, mukanhonga nyama , Mai Tt, mukati tea dzvudu , Mai Tt kagrocery katatengawo moshandisa muchitifungawo ! Iiiiii veduwe π Musazodaro sis Mai Fifi, tendwai munyerere musakumbire kutendwa. Mabhaiza zvenyu ipapo vakoma Felly handikuvanzi
Ndavingwa ku inbox ne nyaya ye poland My point was kuri nani but not zvekudaro Pakunodzidza go But kunoshanda it's a no nekuti ivo ma polish anotoenda kudzimwe nyika kunoshanda Handina kuti hu plumber hauna mari asi ndati iko ku poland hakuna chinhu for foreigners only chikoro unenge wagona but pamabasa its a no Ma agents arikudyira vanhu mari vachiti ma warehouse jobs ne kuma farm umm munofira mahara hakushandiswe ma Euro Endai munodzidza kuma University but usagarekoSaakaa hatichaendaako vamaame better kudya heeduu murivooo wedu nemapotato ende futi chinotonhora chinyi
Conversation with my beloved son #Tanyaradzwa ♥οΈπ♥οΈ He's back from boarding school and we where just talking about kuti paari kuuya kumuchato ngaasanditi Daddy π€£π€£π€£π€£π€£ So hanzi na Tanya ok daddy , dhiri bhooooo♥οΈπβ€οΈπ₯ I LOVE MY SON , HE IS THE BEST THING GOD HAVE GIFTED ME WITH.♥οΈπβ€οΈπ₯ THANK YOU #ASHUMBA FOR TAKING GREAT CARE OF MY BELOVED SON , GOD WILL CONTINUE TO PRESERVE YOU AND BLESS YOU , IN THE NAME OF JESUS AMEN. π♥οΈπ #HOMWE_iHOMWEππππππ€£π€£ Zvakaoma bu
May the Lord give me strength veduwee I am drained I have 4 kids to take care of plus my business I feel so drained, this ain’t a joke prayers are needed even though I’m trying my best MR Mazepe Chishambwe Arikutoda help professionally Ini ndakukundikana professionals in Ireland help me π₯² I feel like yangu yakutodzokawo π₯² can someone help him to block all negativity please π Only if you know how loved you are! Appreciate God and your fans, siya kurwa ne Vanhu unosvika Kure! Tavatengera sutu vainda kuchurch natata hope it helps him heal. I don’t understand why you can&rs