Tuesday, September 24

Maitt Fans Nevakawanda Havazi Kufara Nekuda Kwekuda Kuti Nyika Iwone Vatengera Mbuya Va Wasu Chikafu Kuramba Vachingoti Ndakutemgerai Chikafu

Wagona Mura but zvekuzoramba wongoti chikafu chatatenga chikafu chatatenga amana 🙆You said that more than twice and each time you did, gogo felt so uncomfortable veduwe.

 

 

 

 

Dzidzai kubatsira muchisiyawo vaine twudignity twavo , zvimwe zvinhu taurirai kuseri. Ehe chikafu chatatenga mudye muchitifungawo, ehe chikafu chatatenga mudye muchingoti Mai Tt , mutimba musuva wesadza ,

 

 

 

 

 

Mai Tt, mukaseva soup , Mai Tt, mukanhonga nyama , Mai Tt, mukati tea dzvudu , Mai Tt kagrocery katatengawo moshandisa muchitifungawo ! Iiiiii veduwe 🙆 Musazodaro sis Mai Fifi, tendwai munyerere musakumbire kutendwa. 

 

 

 

 

 

Mabhaiza zvenyu ipapo vakoma Felly handikuvanzirei. 

😐I think ndopanga pane point nedonzvo reVisit pachikafu ipapo ndoreva Topic was food kureva Headline kana toti Breaking news here saka panga pachitoda kuUnderlinwa ndoreva kuisa maCapital Letters in Bold kuti munzwe😂😂It's true varikuda kufambisa mbiri yekuti ndovo varikuchengeta mhuri ya Wasu

  • Share: