Wednesday, September 25

News News

September 17, 2023

Douglas Mwonzora Mwana Wake Bertha Oti Ndave Kuda Kuita Ngochani Yechikadzi Zimbabwe Yoti Mhuri Inemhepo Iyi Ana Murambiwa Hapana Anoda Nezvavo

Musha wacho une mhepo kushaya kana one anokuda zvekusvika pakuita lesbian apa Dhagi kubhara mazero chete haa zvakaoma zvokwadi           BaDoggie mwonzora vosheedzwa kubasa apo mwana wavo haasati adzora tsvimbo pamashoko ake nekuda kwekushaya kana munhu akahwinha kubato kwake

September 17, 2023

Makhadzi Okumbira Winky D Ruregerero Zvakare Mushure Mekunge Anzi Tichamutema Nema Can Zvaakaitwa KwaMutare

Ichooo chabvuma defeat kkkkkkk ko nzara 2 dzaendepi vhoo makhadzi wee in mukhondeleli's voice           Tazvinzwa makadzi takuregerera iii wakutoita seunopengaka uchingowawata wega Gaffa haridayire zvino wakutopfugama nepastage pese haa zvakaoma

September 17, 2023

Emerson Junior Mukadzi Wake Akapiwa Pressure NapokelloAivepi Makore Ese Aya Izvezvi Aluda Kuonekwa Pacamera

Maiguru vaivepi pese apa pressure was applied her husband leveled up vakuonekera mazuvano, bottom line murume anotomboshaika kumba achienda kubere,         Gulu ndivo vekurera MA inlaws nevana, ninez shopping neku looker nice waiting for hubby men will Humble you.             Maiguru 🔥🔥🔥ko structure zvayo 🔥🔥🔥Ko chiso 🔥🔥🔥zvebere chiso zero vanongovhaira havo nema labelPokello is got style she looks radiant, maikuru warikuita kunge kamukadzi kechikwambo

September 17, 2023

Captown Vanhu Voti Tinototya Kudenha Faffy Maunga Anotyisidzira Vanhu Nezanupf Zvakaoma

Tikaisa post ya uyu , vemu Kappa hauvaone mu comment section vanomukwata            Vanhu veku Kappa munomutyireiko? ukatoona comment yabva ku Kappa anenge achi praiswa       Apa vanhu veku Kappa munozviita makangwara asi munoita zviya zveku primary kutya boss wemu class kuti anozokugarira pa gate or ku green grass           Usavaone vachiti hee Kappa Kappa magwara Atina nguva yekuvengana nevanhu vatisingazive and vasina kutitadzira ku kappa kubasa and tiribusy kubasaIngori nyaya yekuti hatinei naye nelife yake chete hatikwate hatisi sadza

September 17, 2023

Zimbabwean Women Vovenga Pokello From The Most Loved And Peoples Favourite Imi Vanhu Pedzerai Shungu Kuna Munangagwa Auraya Nyika

Ndiri kuona sekuti mamwe madesperate house wife's vakupedzera shungu kunaPokello, why not deal with issues close to u than be on her case always. Let her breathe pliz.         Izvezvi uchaona mumwe achiti zete pacomment yangu kuzonditi ndiri smallhouse.Poky musiyeyi veduwee. Akaita Nathan kazoroorwa naElikem. Elikem atawura ega kuti she ws a good wife iye ndiye aive neproblem.           Saka chashamisa chii kunoita second wife. Uye akatobvisirwa zvinoshamisa nekuti Jnr aida mwana mukomana akamupiwa naPoky. Its not a first or second marriage yaPoky iyi saka hzvina basa izvo.               Siyayi munhu aite life yake and hasiriye ari kubira nyika ari ku

September 17, 2023

Mai Bee And Mai Kachembere Vonzi Gazvizode Chimusha Vanhu Vari Pa Jet Ski Izvi Zvapa Mafans Hasha

Chimusha chakapinda vanhu😂😂 ndiwanani awaChimusha chakapinda vanhu😂😂 ndiwanani awa       Chimisha ndechipi ipapo ,pane huni nemigomo yemvura ipapo ,pane nzungu dzukudzurwa here ipapo dayi watoti chirungu better       Mai Bee Driver is having a time of her life, passenger saying “girl take it easy” 😍😍Chimusha, munhu akatozvitsigira .         Dai cakashama vachiona nhasi 🤣🤣🙌🏽Vanhu so apa iwe hausati wambogara kana muchicken inn wakutosvora those who afford to enjoy their life nxaaa

September 17, 2023

Chihera Ofumura Lorraine Guyo Anonyepa Kuti Haana Mwana Mukomana Anoti Brother Yake Mwana Wake Waakamitiswa Ane 15years

Chihera Ofumura Lorraine Guyo Anonyepa Kuti Haana Mwana Mukomana Anoti Brother Yake Mwana Wake Akamitiswa Kunhumburiswa Ane 15years              Zvine basa rei anokunyepera kuty urimurume anomuroora hr aitonyepera munhu vake not you iwe zvako vapedza hr         Haa zvowanikwa especially mukafirwa nemubereki mwana arikuma 3yrs mapenzi anotanga kut ndewako

September 15, 2023

Themba Gorimbo I'm Forever Grateful To The Rock Dwayne Johnson For Changing My life

Themba Gorimbo "telling the Rock thank you for being my Extra motivation every single day from the day one we met till forever.       I have allays worked hard but now I even work super hard because of your great support on this journey of mine.   Everyday is a blessing and I will make the most of this amazing opportunity you have given me and my family .     I will be a Champion".    

September 15, 2023

The Rock Still Supporting Themba Gorimbo He Said I'm Always Rooting For You To Win My Brother You Are A Man Of Your Words

The Rock  Today Said Themba Gorimbo "You Are a man of your words my brother I'm always rooting For you ❤️ " he is so humble    That's where there story starts  The Rock :Welcome home Themba Gorimbo  You and your family enjoy your new house brother.  Lights are on.  Bills are paid.  Keep your “My Reason” list close, keep taking care of your people and I’m honored to play a very, very small role in your $7 bucks journey.  $7 bucks.  I     ’ve been there too.  Got your back brother.  Let’s get to work on that dream of becoming UFC champion one day 💪🏾   Welcome home ~ DJ   ps - enjoy your Cheetos & al

September 14, 2023

Madamboss Zvematako NdoContent Izvezvi Bhurugwa Rapinda MuDisco Hunhu Hwakaenda Kupi Mukadzi Mukuru Asina Kusimira

Bhurugwa rakapinda mu discoooXho trouse chosara chakunhuwa dhodho     Kkkkkk bhurungwa racho mukati vakasimira here umo🤣🤣🤣🤣🤣🤣Madziro handina problem nawo ini asi kungoti pamutodo hapasi kundiitira bhoo ini       Musazo compare Aunty Joy's kitchen nezvisina basa Dai mati magaro yeah 🤣🤣🤣🤣🤣 zvigaba zve gas tank kuita huruva inooneka papikicha😝😝😝Auntie Joy smart and it's for her business and page kwaTyra ndonormal life yevazhinji honestlyMa tiles eimwe kitchen kunge bathroom 🏃‍♀️🏃‍♀️🙆‍♂️           Mumba maTyra ndodzimba dzatakazara nadzo pano, kwete zvemumba maJoy kuita kunge munhu aneshavi redona. Mumba mekuti kana mwana ha

135 136 137 138 139