Tuesday, September 24

Zvashamisa Vakawanda Signal Oramba Mukadzi Wake Mvana Yezanupf Simbiso Vane Vana 2 Vese Oenda Kune Mumwe

Jah signal akaramba mukadzi wake chaiye achiroora mvana ye Zanu Guys rudo rwunopera and we all have a right to move on

 

 

 

 

 

Haana kukwana varume chiii chinoitika kuti kana wawona girlfriend unoramba mukadzi pamberi apoo wonzwa munhu akuti mukadzi wangu angaariboe kwete izvi chiii ishavi😏

 

 

 

 

 

Saka mati tiite Seiko ne information yemunhu Jah sigie tongovada zvedu vakadaro chero vakatora vemubhawa hatinei ne personal life yavo chero vachitifadza pamangoma apa

 

 

 

 

  • Share: