Pana zozo hapo tyra haana mufaro uyu ...unenge uchingovhairirwa mfunge kkkk ...tyra akutoda kutsvagirwa ma boyfriends chete apa unodzidzei kuna zozo? Akatadzisa musikana uya kuchata uyuHanzi zvekurudyi ndezvenzara kkkkk imi moti zozo akapusa arugadzira bag at someone's expense haana permanent friend uyo. Avo mother vekutambisa dako vari kutoshandiswa kugadzirira vamwe mari.Anaconda finds peace in being friends with Feli's ex friends.
Baba Ruva is easy to groom pana Zapnex....hai! Fish matsengerwo aitwa murestaurant kunge washing machine yakupedza kuwacha. Drink raita kutsvodiwa! Dei Ketty akaendesa katoddler kenyika kuma etiquette classses tinganyare muIreland. Hauone baba Ruva vari coachable & vane class.
Muzukuru wangu ndakasuwa sureChimbomirai izvozvo tichangobva kuona peace yana Mazepe nemiwo maakutoda peace saka toswerepi hakuna mabasa uku Hiiiiiii munochiona nevaroyi 2 Loveness na Ketty ndozvavasingade izvi hoodo hana hayisi kurova here chenjerai kuti inokuchinjirai manje manje soo mukaitirwa live gore rese 🤣 😂 meno henyu nezvigure zvamakajoina or musangano weZanu Pf hoyooo thank you so much tete kana zviri kubva pasi pemoyo Mura wangu kani mhai 😄 🤣 😂 😃 😀 😄🤣 😂Hahahahda suka zitete repakona moda kutihwa kusuwa chii nezvamaitaura tambai nevamunotamba navo tisirei amai veduFely should ask for forgiveness munyadzi
Musa hide admin andina chekuvanza,December asvika, ladies let's be careful pakutumira zvinhu kumba,kune mbavha kunzeuko,ndina malaicha wandakapa ma bag 4 kti aende kumba last year December. Pa4 akaendesa 2,akungondipa mastatement pamwe asinga pindure mamessages.Ndiri kubatikana nekti zvimwe zvaiva mumabag ndaiendesera sekuru vangu vairwara nepfungwa,vakasv ika pakushaya muna August gore rino.Mukomana uyu anonzi Simbarashe Chimudende ndimalaicha,musatumira naye kana muchida kuchengetedza zvinhu zvenyu.Akasvika pakundi blocker pa group raakagadzira kuti ndisaita follow up. Nhaiwe Simba chindidzoserawo mari yemabag asara zvayo. Ma number a
Docus Moyo seyi uchiti tikakuti arisei murume weshamwari yako unotiblokar ..dzoke totadza kutaura kuti wakatora murume weshamwari yako hr ... which means wakauraya uchida murume or akafa nenzira ya Mwari tichaziva zvipi ... asi ndapota hanku usashungurudza vana vemufi uregere murume achengete vana vake kwete zvauri kuiit izvozvo zvakashata wonyepara kuimba kunge wagarwa nemadimoni uchisheedza zita ra Mwari iwe unemoyo wakaipa dhemetiApa kuimba kwacho noise kunge nyenze yechirimo
Madam Boss we do not hate you at all but shuwa nezera renyu muchingori brand ambassador l mean come on like seriously .. wat about starting your own brand clothing line or something like Lorraine Guyo etc look at Nigerian celebrities zveubrand ambassador ndezve vachiri kubuda kubig brother imi magara muindustry for years muchingoshambadza hubrand ambassador.in my eyes l think you are a failure by now you shld b doing your own thing kwete kuswrra advertising mabussiness evamwe. tarisai zvikuita vamwe kunana Nigeria shuwa munhu akawinner a international award still a brand ambassador.l laugh in Swahili ooo
Makaita basa makaenda kurufu rwaGeorge. Vakagonesa sure ko look Ina Mai vari pechi3 avo bho hre mmmm kuyita sekuty vakutodawo. kuona zvirikutaridzwa uyo pafon
Fans Voseka Natural pictures Of celebrities Madamboss And Lorain Guyo Ipapo unenge uchigara uchinzi hauna kunakira na nhingi uyu nyamba ifirita zuro uno takaona zvimwe kwa auntie zozo muchatiuraya ne pressure
Hie sis iniwo nyaya yangu yakada kufanana ne yamai vanyora vachiti she is a nurse and hubby doctor but hubby wavo akuda kuromba. Inini M in the exact situation hubby wangu has joined illuminati first l dreamt of him akapfeka dark gown and inini Nevana tainge tapfekedzwa maring ane sign yechimhuka pamusoro tichiita sekunge tiri PA ceremony. I told hubby abt tge dream akandiita brush off akangoti that's a wiered dream ndiye zii. So l have always suspected kuti something is wrong nezuro akapa mwana fone kuti atambe magame coz mwana ainetsera fone paakaenda kubath room l managed kutorera mwana fone ndiye mahwekwe ne illuminati l am schocked and dnt know how to Deal with it. &nb
Uko Mura haadi kuonekwa only Madam boss ndivo varikuendaUko akudiwe Vanoti pandakapinda mujeri ndakadzidza zvakawanda Kunodiwa vanoti ndaneta Nema Meetings ehu Brand ambassador🤭 andituka Newewo Ka 7🤣🤣🤣🏃♂️🏃♂️Hakudiwe mbavha mbinga kadzi dzotya kubirwa mafoni adzo🤣🤣🤣Shamwari yambinga ndiZodwa, Tarisai adedzwa sadhaka bhoyi azenge akuzunza garo hanzi signature dance🤣🤣🤣🤣🤣zvechidofo pamberi pembinga.Zvinzvezvana zvinhu zvamunovhaira nazvo soo🙄🙄🙄