Tuesday, September 24

Tatelicious Oti Mbuya Murata Mai VaMaitt Ndivo Vachamuchatisa Izvi Zvashamisa Vakawanda

Ndikazvifunga mushe ndivo vanogona kundichatisa Gogo Murata as Mufundisi pamuchato wanguπŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚

 

 

 

 

Kungozotya ndimi dzavo dzogona kubuda musaga πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚

 

 

 

 

 

“ Tenzi wangu rakashikaraka , vhurai meso a Marcus kuti aone kuti munhu waari kuchata naye murume biya ake rikashakashaka . Ngaatore hake Mai Tanatswa mwanawangu rikasokorokoshaahaka “ πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚

 

 

 

 

 

Vachishimanda havoπŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚

 

Vanondidirira jecha πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚

  • Share: