Greetings, After carefully analyzing the events unfolding in South Africa between Evidence Chihera and fellow promoters in the country it is unfortunate that we cancel the proposed events which were due to take place on the 8th and 9th of December 2023. As Swaah Family/ Jah Signal brand we would like to disassociate ourselves from the rift thats taking place right now. We do respect all the individuals involved and we hope and pray that they solve their differences amicably and we hope to work with them in the near future. Management
Vamwe vachiva kwidza Bp isu tichivakwidza ndege , Makandikoshera mamaβ€οΈ I’m celebrating my Birthday because you humbled yourself for the whole nine months and gave birth to Me,,happy delivery day to you moms ,,,love you loads
Tyra hona vana vadiki kwauri nekure kudzikama ,kukundwa naBee weZhira azoposter dumbu yake azvara iyezvino ane mwana ane 1 wk iwe waiposter everyday rakashama futi kunge risina kukwana kuenda kuChikoro kwakanaka iwe Tyra zidofo remunhu nguvai yacho raitoti ndirikusvotesa vanhu kusakwana Bee weZhira muGraduation uyo anoita zvinhu zvake nekufunga ,face Yako inongoratidza kuti uridofo Tyra kubva pawakaActor zviMovies zvako zviya nevanhu vekuNigeria zvikabva zvarova zvakadero
Ndipo pauno ona kt nungo dzaka shata fani Ukaita Mari dzako you will marry a lady of your age πand hv a peaceful marriageKuita mhasuru inenge chidya changu, ππ€£ππ€£ππ€£ππ€£ Imhasuru here kana kuti chidya πππππ Kalume katokotokoMurume uyu kuoneka kupusa nepa4n
Ndasangana nenyaya iyi mukufamba n wonder why madzimai tichimborasa njere nenhau yevarume.? Why wld one go kusleepover kumba kweboyfrnd yako yaunotoziva kuti he is married the wife just went somewhere? Hakusi kuhura kwakafumuka here ikoko? . . Zvekuti azofa ikoko I am not interested zvangu coz the coz of death Haina kutaurwa kuti aita kupondwa or angofawo natural death zvinotoda ana chiremba .but why wld u go kumba kwemunhu One woman dead another woman has blood on her hands and the man walks away scot free.Zvivindi zvekunohurira mumba memumwe mukadzi munozvihodhepi nhai !!!If hurai mufe was a person…zvakaoma..sorry hake …asi ndo zviregwa futi kuti the wages of
Is this madam boss part 2? Zvinwe maziso angu haasi kunyatso ona paside apo #silicone Uyu haana nhumbu uyu ndakamuona yesterdayWhy would she lie though , ini I think she wore it so that she won't leave her skin yakashama remember she's Mai mufundisi. igodo here nhai vana veZimbabwe munoda kutogutsikana abuda achitozvara here zvinomupei zvskusweropfeka silicone imi kana musingazvare moti munhu wees haazvare here, Tyra maiti isilicone godo renyu ndorinoita kuti musabudirire
Sometimes you look at your kids and ask yourself is this real . Is this really happening. Is this my kid. Oh so I'm now a parent. I mean really. Wotoona kuti yes and you doing very well parenting. Grateful. Grow well young man. You have a great coach Natasha Nyasha Olyne Chitepo ππ½ππ½ππ½ you got it right, semunhu akarongeka, I asked my Doctor for DNA at birth, before any attachments and naming…Never had doubts but I wanted to erase any doubt. Thats why I then named him Mudiwa, because he is my everything…The perfect gift!! Dont waste your time explaining yourself Mudiwa Hood people will always have
It is these type of people that make my life fun, no time to insult but express love and admiration… I do not take offense when i see this, i laugh, enjoy and feel happy that some people are bold to play like this π…. On a good Sunday like this, inform these Two people Moreblessing Chimbunde and Esly Rue Tadu that they have won $50 each for just making the CEO laugh... Be rest assured havarwadziwe nemunhu… I wrote this post to spread and return the same love and good spirit they showed… Usavenga vanhu for no reason, or ever insult or have time to hate on other people, you have no idea what peop
Waiti wakagona kudyisa Frank now akukuonesa chitsvuku mishonga yako yakufumuka manje ende mufi akatsamwa chaizvo ...wouya pano woti Mwari ndiregererereeeyi iwe utikwaninire usadzora tsvimbo Frank rova munhu kusvika zvanaka usashungurudzirwa vana vako imhosva here kuti akakupfimba
Message kuna Docus Moyo ....Zvawakaita zvakashata handisi kuramba asi why wakushungurudza vana vemufi avo ...ikezvino mukomana mukuru akatiza pamba kuenda South kunotambura akasiya ma twins vana sisi vake vawaonesa chitsvuku kudaro unoshungurudzirei vana iwe uriwe urikugara na baba vavo ukuda kuti vaendepi chaivo usadaro iwe inga urikutioaridzira wani kuti tive vatsvene asi iwe ukutadza kugadzirisa hunhu hwako ndakarwadziwa kuswera zuro ... shure yako izere mvura dhemeti hatitarisire hunhu hwakadaro Mama Dorcas inga muri munhu wekuziva wani chinjai maitiroYaah unongonzwa nevolume yake pakuimba kuti apa pne hutsinye π€