Wednesday, September 25

News News

September 13, 2023

Silent Killer Opopota Musada Kundipumhukira Mushure Mekunge Anzi Aendewo Ku Rehab Nenyaya Dzemutoriro

Mazimba muno pumuka zvinobhowa 🤣🤣Luck haana kuudzwa kty usade kundimhatairira       Munozvihwa kaa vanoda kuudzira vanhuKumhupuka kwacho kuita sei nhaimi

September 13, 2023

Rue Samaz With 9000usd Earrings Ma Socialites Vanoita Showoff Vapedza Voti Tikandirei Mastars Zvakaoma

Ma socialites they show off to us vapedza show off zvonzi ndikandirei ma stars vanhu kupusa or moyo wekupa unotoona achikandwa ma stars mabva kuposterwa ka            Millione Samaz Opfeka Ma Earring E 9 000Usd Ketina Ochemedwa Akapfeka E 10rand            Ma earing kuti kudii aaah ini handtengere mukadzi iwawo ndeye kurasa mari anga toenda kumaricho or kubvisa pa pay yake

September 13, 2023

Aunt Joy Vonzi Zvakwana Zvekutiganzira Nechikafu Tave Bho

🗣️📢Aunty Joy! 🗣️📢 Aunty Joy! Zvakwaaana! Chimirai, Tazvinzwa 🤦Tazviona makabvisa washing powder mupantry mune food!          Chimirai!Ndozvoratidza kuti mazimba vamwe vakakura vachishaya worse nenzara yemuzimbabwe iyi nekushaya mari munhu unobudisa chikafu every           time kunotori vanotenga zvekuti unotopinda mufridge uchitoregedza grocery wobva wopinda mupantry worongedza every month not zvekukandirana izvi ratoo drama ravo

September 13, 2023

Tatelicious Oti Ndavekupa Chiweti Changu KuMurume Wekuchekwa Blambi

Yakatambika yakatambika Ronda ropora new development kwahi na Doctor parikudiwa Donor baba vedu vatoda           pano tese vabatsirike chombo chavo chave good as dead dai vakakanda mu freezer time iyoyo chaisonerwa chotoshanda futi ko baba Tanya ngavatipewoka chavo kana chisina kukiirwa ku Mansion baba vabatsirwe nhai zvakunzwisa Tsitsi         But murume mukuru uyu akadamburwa aripai chaizvo mmmmm ungati pane zvisiri kutaurwaBut baba ava nekukura kwavo uko vakachekwa sei chaizvo , vagotadza kurwisa sure kungochekwa vaka relaxer sure kwakutoisa muhomwe futi mmmm

September 13, 2023

Hopewell Chin'ono Otengesa Imba Yake 3 Bedroom Yekuchisipiti 550 000 USD Izvi Zvirikushamisa Vazhinji Mari Yakawanda Iyii

Daddy Hopewell house for sale … 1/2 a million US$Prices People Sell Houses Are Just Ridiculous MuZim. Hence Dzimba Idzodzo Dzichizopedzesera Dzakuitwa Na Bnb Or Kuisa Maroja. Veduwe 500k For A 3 Bedroom Haaa No Please.           Mari Inokwana Kutenga Land Nekuvaka 5 Bed Nekusara Ne Changeimba ine mabedroom matatu half a millionThat's very reasonably priced by international standards considering ine swimming pool ne yard yakati o.            Obviously by Zim standards zvosiyana.Target market yake ndevaya vanobhadhara fees ne 1 or 2 mahonda fit per term and vachiperekedza vana nema helicopter the rest nyararai we ain't the target market 🤣

September 13, 2023

Linda Masarira Onzi The Ugliest Woman Iye Oti Imi Kusviba Hakuzi Kuora Munoti Handigeze Kudiii Kutsvuka Hakuzi kunaka

Mai ava vari kutaridzika kuti vanogeza,vakanaka and matrouse anovafita,,,,vatukirwa Zanu chete chete otherwise dai vasiri veZanu vaisatukwa kudai       Mazimba kusakwana kunokunetsayi problem yenyu moda kuti vanhu vese vade zvamunodaKutsvuka nerunako rwacho zvodyiwa here tibvirei zvedu. Kunaka kwemunhu kuri mumoyo           Problem mazimba tinepamuromo tinodzikisirana Saka Moda tizore here kuti tiite mayelloboni musadaro imi unonzwa sei iri hama yako or wife wako kana tikasadanana pachedu tozodiwa nani I'm very disappointed nesu mazimba         She's human , she never chose her complexion and how she look whatsoever. This is not right

September 13, 2023

Madamboss Zvino Fungai Zvaatora Mwana Waje Vachaiwana Kuoi Mari Yekubhadhara Mai B

Manje Tyra pay yamai bee anozoigona ere kana vana ava vaenda vese          Munorongereiko nekufungira munhu seasingafunge mofunga kuti kudeidza mwana ku western countries kuisa mwana muna Malaicha otoyambuka         Limpopo hino zvaamutora muchaita sei mumwe arikutevera manje manje iro degree rake rokurwadzai chaizvo orega kuzvifarira pa page pake nekuti kune akabuda nema U pa O level well done Fungai 🏌️🏌️🏌️🏌️🏌️🏌️

September 13, 2023

Our Dunder head Celebrity Madamboss Vopindura Fan Rough Munhu Angaachitotamba Kuti Ndipeiwo Masandals

Infact the fan was COMPLIMENTING Madam Boss in an intelligent way kuti her sandals are good looking.But it seems Madam Boss Wenyu is DULL she didn’t get the sense,she failed to understand the rhetoric kunzi “ndokumbirawo ma sandals ayo”           it did not mean kuti she was saying she wants the sandals,the fan was simply admiring and praising Madam Boss in a rhetorical sense in an intelligent way and even high school kids can I understand this ..So if someone says to me “ooh           Munya I like your beards can I have your beards or I like your t shirt ndipewo nesu tipfekewo it does not mean kuti that person wants me to give her/him whatever she admires in me ,it’s just an

September 13, 2023

Fungai Mutisi Madam Boss Sister Saka Yatove Archivement Here Kutora Mwana Wako Kumuendesa Ku Scotland Vanhu Vobvunza

Saka yatove achievement kutora mwana wako kumupinza mu Edinburg here?kana kuti pane pandipfuuraI'm trying to understand something and failing to, saka ukakwira ndege to London you've prospered?           🤔Kkk hamusi kuona zvaitika apa chete,,, vanhu ava vanozivana ,,changamire ava vashaya kuziva kuti vozivisa sei social media kuti mwana wavo ave yukeyi so ndobva watuma munhu uyo kuti anyebere zvake kupenga 😂😂😂,,,           mwana uyo asvika nhasi Yukeyi then boom Delight ndobva apindira zvake achinyebera kupusa kkk,,, tingati icoincidence here kuti nhasi ndopawaudzwa kuti hautorewo mwana yukeyi mwana wacho ndobva atosvika nhasi 😂😂😂,,,,few minutes later boom ticket remwana bvuuu

September 13, 2023

Maureen Kademaunga CCC Mp Osungwa Nezanupf

Mapurisa anoti asunga Doctor Maureen Kademaunga vakasarudzwa kuva nhengo yeparamende vari nhengo yeCCC nevamwe vaviri ichivapomera mhosva yekuda kuponda imwe nhengo yeZanu-PF musi wekuvhota.           Vatatu ava vanoti vari kuzorwa mafuta enguruve yavasina kudya.The arrest of opposition MPs must be contextualised.         In this piece I mentioned 6 days ago that;         “ZANUPF is not yet done with its attempt to get a two thirds majority, it will attempt to get opposition MPs in rural and peri-urban areas convicted of contrived cases to force by-elections, the opposition must stay vigilant.”           ZANUPF is very predi

137 138 139 140 141