Tuesday, September 24

Zimbabweans In Poland Vochema MaAgents Arikuti Kunemabasa But Salary Edu Haaiti Kuno Tirikutambura Kudya Sadza Uriku Zim Better Vorondedzera

Ndavingwa ku inbox ne nyaya ye poland 

My point was kuri nani but not zvekudaro Pakunodzidza go 

 

 

 

 

But kunoshanda it's a no nekuti ivo ma polish anotoenda kudzimwe nyika kunoshanda 

 

 

 

 

Handina kuti hu plumber hauna mari asi ndati iko ku poland hakuna chinhu for foreigners only chikoro unenge wagona but pamabasa its a no

 

 

 

 

 

Ma agents arikudyira vanhu mari vachiti ma warehouse jobs ne kuma farm umm munofira mahara hakushandiswe ma Euro 

 

 

 

 

 

Endai munodzidza kuma University but usagarekoSaakaa hatichaendaako vamaame better kudya heeduu murivooo wedu nemapotato ende futi chinotonhora chinyika chiyaa plus pedo ne Ukraine futi ngavagare vogaaa

  • Share: