ZESA - Zimbabwe Electricity Supply Authority we need help in Graniteside its bn 6 days no electricity. This isn’t name and shame but a cry for help. Companies are dying and thousands will lose incomes plz plz help us 🙏🏿Day 7 and we are still crying out for help. ZESA - Zimbabwe Electricity Supply Authority. We have knocked all the doors we can knock and called all the numbers we can call but still the same reply “as soon as possible” We need help, thousands will lose their income me included if this is not solved ASAP. We are ready to contribute in any way.Time to move on from Zesa Mr Tinashe ,u need
UPDATE: The funeral service for the late Harare East District Superintendent Reverend Oscar Nyasha Mukahanana will be held at Cranborne Circuit from 9am. Lunch will be served from 11am with burial set for 2pm at Zororo Cemetery. Only a select number of people will be allowed at the parlour with the rest urged to proceed to the Cemetery. @hedcomms
l think this is the Best Couple ❤❤zvamanje manje Vanhu vanodanana zvavo God Bless Vaviri ava 🙏 Vapei maLove nemalikes avo zvinovengwa chete nemuroyi❤❤I love them..vanodanana zviri effortless..havapihwe pressure..vanofamba ne pace yavo..mwana uyo akatomachuwa kupfuura mai Ndandi 😄 I remember me posting someone everyday apa muden tisiri kuwirirana zvekuti kuudza friend kuti wangu kuden hakuna rugare anokuti watanga kunyepa 🤣🤣🤣🤣🤣🤣 never judge a book by its cover. Vakati chakafukidza dzimba matenga were using too much revelations
Anyone anenge aona Obey Tichafa Mukanhairi achiposter zverufu tag me ndimuise pachinzvimbo chake better tifire murima than kubvundutsirwa nemunhu asina kundiso Let t b so amen .who am I t pray f a prophecy not t b fulfilled
UPDATE: The funeral service for the late Harare East District Superintendent Reverend Oscar Nyasha Mukahanana will be held at Cranborne Circuit from 9am. Lunch will be served from 11am with burial set for 2pm at Zororo Cemetery. Only a select number of people will be allowed at the parlour with the rest urged to proceed to the Cemetery. @hedcommsExtract from the Book of Descipline of The United Methodist Church, 2016 ¶ 161(O) Statement on Suicide SuicideWe believe that suicide is not the way a human life should end. Often suicide is the result of untreated depression, or untreated pain and suffering. The church has an obligation to see that a
Extract from the Book of Descipline of The United Methodist Church, 2016 ¶ 161(O) Statement on Suicide Suicide We believe that suicide is not the way a human life should end. Often suicide is the result of untreated depression, or untreated pain and suffering. The church has an obligation to see that all persons have access to needed pastoral and medical care and therapy in those circumstances that lead to loss of self-worth, suicidal despair, and/or the desire to seek physician-assisted suicide. We encourage the church to provide education to address the biblical, theological, social, and ethical issues related to death and dying, including suicide. United Methodist theological seminary cou
The hate is just too much ..musadaro veduwe Remember kuseri kwe ghost account kune munhu..musadiridze dzinde remufaro wenyu nemisodzi yevamweWhy are you doing this to this innocent girl. Akazvichengeta akaroorwa zvakanaka....lts not her in those audios.Thats not her voice.l know her and l know the pastor too.Musadaro vanhuwee.Whoever did this urimuroyi zvechokwadi.. Melo is an innocent good child akakura tichiona till she got married zvakanaka......lts not her..uyu ndomumiririra ...yes pastor was very wrong but Melo let her enjoy her new marriage please.Harisi voice raMelo iro .
Dai maiziva inorapa ,diabetes 2, eczema,proarisis , great for health hair ,skin the list is endless ,inflammation Italy and Chinese use donkey milk in lot's of their dishes kikikikiki makatodya imi kuzoti products anogadzirwa nawo kikikikiki muchadzidza henyu Ndofunga vakanzwa song yabaHarare yekuti dhongi vakafunga kuti tinoda zvemadhongi sterek. Kupi ko manje manje uchanzwa zvakunzi mukaka we dhongi unorapa Aids haaa vazukuru vanehanda wava shaya here, makambozviita pazvihuta waniiwe kana usingadi mukaka we dongi rega mamwe mashona adye. ko hinga mukaka wemunhu munodya asi munhu wacho hamudye? maZimba hapana chamunotenda saka
Ko Tate aiyiti kadora wani but isize Iri bho hayo Good morning from Matama Shugerra family Dumbu anaro but anayo wani Saka zveku posta mapic chinhu chakadhindira murikutozvifarira kaaa varumeMubrugwa muri empty umo ngaamboenda pamu bveeI nhingi hre iyi mkoma shugi amuna kupfeka brugwa mukaty kaimi Shugeta usaita sepwere inomiswa neweti what are u trying to prove ipapa Nhasi kachimainini kembambaira kangomirawo munhu kwakutomhanya kuvideo.Ukaona uchizama kuprover kuti une mbolis then chiziva kuti hauna.kupfekera kahspipe mubhurugwa doesnt help.munhu ngaagamuchire urema hwake.
Nderipi celebrity raunobonyora naro, ini ndakangoona pic raMudiwa Hood ndotopinza chigunwe Afra Matsvimbo urimukosho mwanangu wakanditambisira mari yangu yechikoro mwanangu Mwari ave newe😭 It's really sad that senyika tine vanhu vanepfungwa dzakaita sedzako........vamwe vana vachifunga kutsvaga mariUnonzwisa tsitsi sure kuzviyanika uchitaura tsvina dzakadai zvimwe zvinoda neghost