Tuesday, September 24

Zvinoshamisa Zvinotyisa Chitunha Chemurume Ane 25 Years Chobuda Mucoffin Chotanga Kuchema Chichibuda Ropa

Please hide my Identity tete joys

Ndiri murume ane makore 45 okuberekwa ndichishanda kunotakurwa zvitunha toperekedza kumusha kwacho nebasa ,rimwe zuva ndakati ndainda kwaMutare sezmazuva ose aive manheru sezvo mhuri iyi yaida kumuka ichiviga kuseni so vaiti chitunha chovata mumba

 

 

 

 

Chitunha ichi chaive chomunhu rume asi arikuma25 makore okuberekwa ,tasvika kuya kumusha ini nemota ine mutumbi ndakainda mberu toda koburitsa chitunha pamusha pacho,sekuziva kwenyu panosvika mota vsnhu vanochema zvokuti ,ndakabata basa rangu semazuva ose kutarisa kuti musoro hauna kyinda padivi here,kugadzirisawo fuko repacoffin,kuisawo chitunha mumba,

 

 

 

Ndapedza ndakanzi ipaiwo mutyairi sadza ndikati huyai naro kumota ,pandakadzokera kumota ndichiti ndinodzosera chatinosundisa chitunha chiya,,

 

 

 

 

 

Ndichinovhura kumashure kwemota ndakaona chitunha chiya chatasiya mumba chigere kumashure chichiyerera ropa huye chichichema ,ndakamanya ndichishevedzera huyai mutore munhu wenyu,vanhu vose nevaidziya moto vakauya vachimanya vanzwa mheremhere,

 

 

 

 

Vanhu vakauya ndokuona shuwa chitunha chirimo asi chigere chichiyerera ropa ukuwo chichema vakatanga kutaura vachiti kana wakaurawa taura ,vamwe vakati ngativhurire coffin kuwana coffin harina munhu,iniwo ndakanga ndisati ndambosangana nazvo ndakavhunduka ndokumira uko kwakadaro,sekuru vemufi vakataura vakabata chitunha

 

 

 

 

chiya chikatanga kutaura kuti handei ndokuratidzai pandakaurayirwa nezvese zvakaitika ,zvikanzi apa wakuomesera uyu mutyairi ari pabasa buruka upinde mune imwe mota ,takangoona musisina munhu mumota kuti nditi chakaburuka seyi andizivi ,

 

Ndakanzwa vakuru voti handei ndakazvitaura kuti akaurawa ,vakanditi iwe chitora zvako uinde tinosara tichipedzisa basa ,ndave kubasa ndqkazama kubatana nasekuru vakati

 

 

 

 

 

ivo tirikufambira nyaya dzacho tete ndinoona sekuti hamutyiba huye munodzifambira imbouyai kuno ndonokuratidzai musha wacho zvakaitika kuswera zuro kuno kwamutare muone maninji ariuno ndibatei panumber dzangu idzi *********

Kana maposter mondiudzawo goodnty

  • Share: