Tuesday, September 24

X Q Mr Putiti Vakanobata Maoko Kwana Garry Mapanzure

Hakusi kwakunyara here taida kuvaona varipo vachiita zvakaita Hilzy

 

 

 

 

Hameno but muroora imbosiyai kumupinza busy nemapikicha

 

 

 

 

Chenny Chenny hoza la 😂 ndoda uhwisise zvandaireva kuti kutora ma pics hakuna kuipa but zvaunoita nawo wapedza ndozvatinocherechedza, ava pamwe wakatovaona pavakauya but hazvina kumboita ruzha, zvinobva zvauya neka respect so

 

 

 

 

 

Vakaenda asi havana kumboita noise mumaStreets  Isusu tiri kutoda kuti vaite noise nekuti tine register ratiri kumaka. Hatidi kuzo vhiringidza zvinhu 😂

  • Share: