Tuesday, September 24

Madamboss Kuenda Kunowuchika Mwana Dzabu Ku N"anga Zvashamisa Vakawanda

Saka murikuti madam boss anga adzokera nemwana ku n'anga yakamuuchika here sezvo zvichinzi mwana wekuuchikwa anodzokerwa naye murikutiiko pano nhaimi

 

 

 

 

Dei vari mai Tt hayaaSaka toramba hama nokuti dzinopira vadzimu here? Saka zvinebasa rei ,that's your problem Zimbos Moda kuzviita vana holier than thou.😂😂🤣🤣

 

 

 

 

 

inini hangu ndambozvitaura kuti vanhu vachazviona chete kkkkkHayiwawo hapana chino shamisa apa hakuna musha usina mudzimu nemashavi nyangwe zvikadii

 

 

 

 

 

Eheka Even akawuchikwa ikoko zvinebasa reiki? Ipo pano hanti muzere kugroup rembereko and kuwuchika uko. Vanhu vaida kuramba vachisekaka vachiti ngomwa.

  • Share: