Tuesday, September 24

Zodwa Oti Kuma Part Aya Hakudiwe Mbavha Kunoda Ana Madamboss Zvakaoma Mufunge

Uko Mura haadi kuonekwa only Madam boss ndivo varikuendaUko akudiwe Vanoti pandakapinda mujeri ndakadzidza zvakawanda Kunodiwa vanoti ndaneta

 

 

 

 

 

Nema Meetings ehu Brand ambassadoršŸ¤­ andituka Newewo Ka 7šŸ¤£šŸ¤£šŸ¤£šŸƒ‍ā™‚ļøšŸƒ‍ā™‚ļøHakudiwe mbavha mbinga kadzi dzotya kubirwa mafoni adzošŸ¤£šŸ¤£šŸ¤£Shamwari yambinga ndiZodwa,

 

 

 

 

 

 

Tarisai adedzwa sadhaka bhoyi azenge akuzunza garo hanzi signature dancešŸ¤£šŸ¤£šŸ¤£šŸ¤£šŸ¤£zvechidofo pamberi pembinga.Zvinzvezvana zvinhu zvamunovhaira nazvo soošŸ™„šŸ™„šŸ™„

  • Share: