Tuesday, September 24

Zvinonyadzisa Simbarashe Chimudende Malaicha Ku South Africa Arikutsvagwa Nemunhu Waakabiira Zvinhu Zvake Vanenge Vamuwanawo Arikudiwa Kumapurisa

Musa hide admin andina chekuvanza,December asvika, ladies let's be careful pakutumira zvinhu kumba,kune mbavha kunzeuko,ndina malaicha wandakapa ma bag 4 kti aende kumba last year December.

 

 

 

 

Pa4 akaendesa 2,akungondipa mastatement pamwe asinga pindure mamessages.Ndiri kubatikana nekti zvimwe zvaiva mumabag ndaiendesera sekuru vangu vairwara nepfungwa,vakasv

 

 

 

 

 

ika pakushaya muna August gore rino.Mukomana uyu anonzi Simbarashe Chimudende ndimalaicha,musatumira naye kana muchida kuchengetedza zvinhu zvenyu.Akasvika pakundi blocker pa group raakagadzira kuti ndisaita follow up.

 

 

 

 

 

Nhaiwe Simba chindidzoserawo mari yemabag asara zvayo.

Ma number ake andinawo ndeaya+27694742779 ne 0638883722

Ndiri kuchema nazvino

  • Share: