Wednesday, September 25

News News

September 11, 2023

Uk People Voti Mari Dzedu Hatisi Kuzoenda Kushow Ya Holyten Takatiza Nhamo YeZanupf KuZim Achadzidza Zvake

Saka apa wakunotarisira kuti team chando yakatiza Zim nekuda kwenhamo ikukonzerwa neZanu ichiuya manje kuzokupa mari yavari kuforera vachipisika madhodhi kuti iwewe uchiwana kurarama.           Inga une hanganwa chaidzo.Watokangwa kuti waiganza pano uchisvotesa vanhu nemusangano wakatuma vanhu kutiza nyika?.Wadii kungoimbira madhara ekuZanu.Team diaspora boycott this show.             Tunojaidzwa tumaArtists utu.Haa they need to be taught a lesson inini I already canceled them I won't attend any show yevanhu veZanuHavana basa nazvo ava ve diaspora vanototi beta tipedzere mari dzedu dzemagoo ikoko kwana Hori

September 11, 2023

Doreen Masomera Onzi Atengerewo Murume Bhutsu Nekumugezesa Semacelebrity

Tengera murume wako bhutsu dorine       Mmm zvakaoma hazvo... The way Dorine loves mhuri yake, haanyare kuva poster zvebhutsu izvo ratove drama coz ndedze basa. Vamwe motonyara kuposter varume venyu coz you are living fake lives moraramira vanhu... Let them be as long vari happy havo           Chero akatenga dzinongoita futi accident maybe coz of over loading ngaamboshandisa idzodzoKo encouraging murume kugeza nhaimi

September 11, 2023

Chamisa Ofumurwa Zvakauraisa Tongai Moyo And Morgan Tsvangirai

Now I understand why tsvangirai and tongai moyo dewa left this world so soon they were poisoned together but they didn't know that chamisa has all in records kkk         Will forever miss you Dhewa and Save makarwa kurwa kwakanaka you are our icons. I miss you Samanyemba         3 Legends in one pic and Mukomana is still fulfilling the legacyHe witnessed the death of Sam Mtukudzi, and the state mafia had to eliminate him.

September 09, 2023

SADC Haisi Kumhanya Zvayo But Irikuziva Zvairi Kuita Ana Munangagwa This Time Varikubviswa Zvechisimba Or Zviri Soft As Wool Tichafara Vana VeZimbababwe

Mukaziva kut nyaya aingopere neone day vanhu modzikama ,saka muda kut sadc iti ga ga ichimhanyirep wait izvozvo zvekumhanya mhanya kunge mune manyoka ndozvakaita kut muwire mudhodhi pamakajamba mugabe sted           Inga takazvitaura kuti it wasn't easy for Vana veIsrael kubuda muEgypt. Mwari akaomesa musoro waPharoh (Zanu) though akaona zvishamiso zvese But at the end ,Moses (Chamisa) akapuhwa Simba at last to cross the red sea.           Our red sea now is SADC Kune avo vasina kunzwa kureva kwezwi ndivo vakarasa tariro.Vamwe tiri kuziva kut Chamisa achapihwa zviri zvake 2023 uno.Madii matora screenshot mozondikona kana gore rino rikapera zanu isati yasunga mikwende

September 09, 2023

Chelsea Holyten Babymama Haadi Kuona Munhu Anorira Izvezvi Ave Take Take NaJamal

Chelsea Tariro problem ndeyekuti hamudi kuona munhu anorira nguva iyoyo,Siya Jamal achiri kutanga veduwe…zvekuzoti unouya pano uchiti ndiri kupihwa $50 ye mantainance hatizvidi 🙌           Haaa problem munotaura kwamusingazive ...Chelsea have known Jamal asati atanga zvese izvi infact we have all known each other kusati kwatombouya vamunoti mujaya ava ...they are friends           Madii kuti Jamal asiye mwana apa vaimupa zvino Dhaka vachinatso ziva kuti akamwa doro anoita problem yemakumbo

September 09, 2023

Rue Samaz Tichikura Tainzwa Kuti KwaMutare Kune Varoyi But Iwe Urichimai Chehutsinye Melly And Maitt Fans Vosvotwa Nehunhu Hwake

loveness atori muroi tichikura tainzi kwamutare kune varoi i thought it's a lie but now ndakuona kut ichokwadi coz of loveness             Kana tazogara kunevanhu vanemakuhwa loveness unoda rumamiso unoda nyaya dzevanhu dzako wapedzakana chikava chokwadi zvine basa reiko nhai loveness seiko uchigara uri munyaya dzevanhu unoreva hre kti kwako kumba hakunawo zveko

September 09, 2023

Fadzai Mahere Oti Zanupf People Are Worse In Real Life Ku Parliament Hatibate Kana Mvura Tinoitwa Kafira Mberi

🟡Trust me, they’re worse in real life. The fight is on, champions.       💪🏽🇿🇼🔥Bring your own food and water when attending Parliament sessions.           Be safe.Please bring your own water or learn to fast for that period, we saw some of your colleagues holding the bottled water provided for everyone 😔😔😔

September 09, 2023

Sis Melly Voti Ukatarisa Face YaLoveness Unoona Huroyi Hwakaoma I Won't Reduce Myself To Her Level Ndirimunhu Mukuru Ini Iye I chembere Yaramba Kukura

If yu look deep into her face you see evil and witchcraft written all over. Won't reduce myself to this level never .....she's just making noise .Age haichabvumi           Sis Melly Diaries Live uyu musiyeyi uyu anorwadziwa ignore her Moyo wake wakaoma anototyisa mukadzi uyu mmmmmmmm Ane Moyo wakaoma

September 09, 2023

Beverly Sibanda Oti Mari Yezanupf Ndakapiwa Ndatenga Mota Yangu Iyo Zvabhadhara

Ndendine budget yaizvozvo🙏🙏🙏🙏YeZanu ndakaimirira yekutendwa pay ndakapihwa asi iyi mota iziya rangu         Mamwe amunoti maCeleb avatorina they hire cars or dzema boyfriends 😳chero nditomborinayo hangu 🙏🙏🙏         Vamwe maCeleb vanenge vachingoti ndakanzwa izwi vasina kana vits😭😭ini ndosekwa ndichibhevhura 😂😂😂 nditombori naro bhara zvangu🙏🙏🙏

September 09, 2023

Madamboss Vakaterera Kutsiurwa Kwavakaitwa Kuti Vachengete Mai Kachembere Nekuti Ndivo Vakavachengeta Izvi Zvinofadza Kunzwa Nekuita

Ndaimbofunga kuti kunyepa but Madam boss vanoterera mapost epano😅.Zvikanyorwa pano unoona vanomhanya kunoita.Well done MB ramba uchiteerera  Aiwa magona vana vaRoisi, zvekwaMai Kachembere tazvinzwa but kwasara zvekwaMai Karadzangare . Vakakureraiwo zvekuti hatimbodi kupasiya ipapo.           Magona mateerera post yatakaisa pano paMK musi wa17 July, kuti musangowandire kunaMai vaNgoni bedzi, zivai kwamakabva , varume nemaboyfriends amunawo aya akakuonai makura matochengetwawo nemasisters enyu nevarume vavo, exactly 40 days mabva magadzirisa✔️. Chengetaiwo Mai naBaba Kachembere namai naBaba Karadzangare sevabereki venyu because they raised you sevana vavo.             Magona but hamusati

139 140 141 142 143