Muzukuru wangu ndakasuwa sureChimbomirai izvozvo tichangobva kuona peace yana Mazepe nemiwo maakutoda peace saka toswerepi hakuna mabasa uku
Hiiiiiii munochiona nevaroyi 2 Loveness na Ketty ndozvavasingade izvi hoodo hana hayisi kurova here chenjerai kuti inokuchinjirai manje manje soo mukaitirwa live gore rese 🤣 😂 meno henyu nezvigure zvamakajoina or
musangano weZanu Pf hoyooo thank you so much tete kana zviri kubva pasi pemoyo Mura wangu kani mhai 😄 🤣 😂 😃 😀 😄🤣 😂Hahahahda suka zitete repakona moda kutihwa kusuwa
chii nezvamaitaura tambai nevamunotamba navo tisirei amai veduFely should ask for forgiveness munyadzise vana vasatan varipafacebook panoYou don’t want peace 😂😂😂😂😂😂