Tuesday, September 24

Zvashamisa Vakawanda Tinashe Mugabe Onzi Kuita Senge Chitunha Chagariswa Pachair Avekurwarwa Sezvakamboita Thomas Chizhanje Tatelicious Otaura Zvese

Mahure emuZimbabwe havana nyasha veduweeee😂😂😂😂

 

Tinashe Mugabe ainge akasimba fani but kubvira pakaenda viral ne DNA show vasikana vehusiku vamupedza mafuta.Kubva masvotoka chiso kudaro nhai Va Probability😂😂😂😂

 

 

 

 

 

 

Pfekai Ma condom vaMugabe hutachiwana haunei kuti muri kubuda pa DSTV ,hunokusvotarai😂😂😂😂😂

 

 

 

 

 

Kubva maita kunge chitunha chagadzikwa pa cheya, PFEKAI MA PLASTIC , KONDOMISE kunze kwaipa uku HOMWE_iHOMWE👏👏👏

 

 

 

 

Mazuva aakatanga na Aunty Tilda murume anga ari very fluffy and healthy looking but lately arikusvotoka bit by bit.

 

Ndikasato Taura hapana anozvitaura😂😂😂😂😂😂😂Muromo kunge chiropa , no mhani. 

 

Munhu ngaaudzwe , spotlight ine ma consequences anotyisa . Inoda kungwarirwa.

 

 

 

 

 

Vari padhuze naye svitsai message.

 

I still need this guy alive , I enjoy his DNA show❤️❤️❤️❤️❤️I did the same kuna Thomas Chizhanje , even though he didn’t like how I delivered the message but he later reached out to me kuti Queen you saved my life .

 

 

 

 

 

Thomas is now condomising , nyoro yanga yamusvotora😂😂😂😂

  • Share: