Tuesday, September 24

Muimbi Greatman Oti Ndaisa Number Dzangu Apo Vakadzi Musazouya Konondinyenga Hazvisi Zvemujolo Izvi Zvasvota Vakawamda Vakati Uyu Ane Drama

Vaye vanogaroti Greatman tokumbirawo # dzako madziona ere idzo. For business only plzz..

 

 

 

 

 

kwete zveemujolo mama ZVEMUJOLO wenaa aah ndanga ndakutoimba hangu

 

 

 

 

 

 

Song yekuti zvemujolo wakairova wangu handitonzwi mushe ndikaswera ndisina kuiridza

  • Share: