Zanu Pf Prophet Emmanuel Makandiwa Opunzira Vanhu Dzimba ku Waterfalls . Eish ndoSatanism ka iyi ? Umwe wacho ipapa anotoenda kwaMakandiwa Sunday anenge achitoti I receive papa Zanu Pf Prophet Emmanuel Makandiwa Opunzira Vanhu Dzimba ku Waterfalls . Eish ndoSatanism ka iyi ?
Hazviiti here kuti mujaya atore vakadzi vaviri. Toti kwacho Kim haarambiki ko uyo adii kungomuita mukadzi wepiri. Chero ndimi pakati pavo akanaka kudarika mumwe ndeupi. Akapusa mupfanha uyu. Achachema hake kana baby mama vaita move on. Ngaatore pachinenguva. Hamuzvioniwo.Love haina ma looks. It's how you feel towards a personSaka kuna Holy 10 ndiko kunobvumidzwa polygamy nhai
MWANA ane makore maviri ekuberekwa wemubhuku raNyachowe, kwaZvimba, kudunhu reMashonaland West, anonzi akatsakatika pamusha wevabereki vake apo aitamba pachivanze nevamwe nemusi wa18 Gumiguru ndokuzowanikwa akapondwa kwapera mazuva mashanu, mutumbi wake uri murwizi Hunyani uye usina dzimwe nhengo nemaziso.Shantel Ndoro anonzi aitamba pachivanze chepamba pavo pasi pemuti wemuhingi vachidya muchero uyu aine vamwe vana vashanu kuma 5 zuva rodoka musi uyu. Vamwe vana vakuru vanonzi vakazomusiya vachimhanya kunobata ishwa pachuru chiri pedyo. Panguva yakaitika izvi, amai vemwana uyu, Sarafina Undi, vanonzi vaiva vaenda kwavanoita basa rekusona mbatya uyewo baba vake, Success Un
MURUME ane makore 18 okuberekwa wekuGweru akafira mumvura achiedza kushambira muduhwino rekanzuru yeko apo aida kutonhorerwa zvichitevera kupisa kwakanyanya kwaiita kunze. MURUME ane makore 18 okuberekwa wekuGweru akafira mumvura achiedza kushambira muduhwino rekanzuru yeko apo aida kutonhorerwa zvichitevera kupisa kwakanyanya kwaiita kunze.
Makadii henyu ndachikumbirawo vangazivewo muskana uyo . We used to go together kuredcross tichiita nurse aide , she lied to me about ma English test tapedza achiti her uncle is the one vanoitisa izvo aida kuba mari l gave 300usd mufunge and she blocked me everywhere pandakazoda kubvunza mugroup re nurse aide Zvikanz akatovhara vamwe . She came to me naMarvellouss Mauchaza iye anonz Tafadzwa . Please please vangazivewo surname or kwaanogara ndiudzeiwo mwana imbavha uyo
Former Mudzi ZANUPF MP and recently-installed Chief Mukota, Newton Kachepa, died this morning at Marondera Hospital from injuries sustained in a car accident in Murewa. At Marondera Hospital there is no ICU, no medication, no manpower, no ambulances. Former Mudzi ZANUPF MP and recently-installed Chief Mukota, Newton Kachepa, died this morning at Marondera Hospital from injuries sustained in a car accident in Murewa. When I talk about bad roads, lack of ambulances and dilapidated hospitals, ZANUPF accuses me of driving an anti-ZANUPF political agenda. The looting of public funds and plunder of the country’s natural resources by ZANUPF elites has dire and fat
iwewe elizabeth maphosa wakakumbira rubatsiro ukabatsirwa waona zvako zvaita wakusiya wasurira vanhu.wangomuka waka bvisa vanhu mugroup nekuti zvako zvaita mari dzevanhu wakadya wakutaura rafu kuti wakashandisa mari yako kubva jozi asi waipemha mari yebhazi kuti uuye kappa. hazvinzwaro mangwana uchashaya anokubatsira.natsa kwawabva.plaz utsiure rachel asiye chihure aripamurume kune vanhu vane ngozi kunze uku achatemwa akafa.hautendi iwe
Mai TT acquitted, High Court says socialite was wrongfully convicted Story by Fungai Jachi, Courts Reporter THE High Court has acquitted jailed socialite Felistas Murata popularly known as "Mai TT" after she was cleared of theft of trust property charges. After serving at least five months of her nine-month jail term, Murata is now a free citizen after she was acquitted by the High Court on the basis that the Magistrate's Court wrongfully convicted the socialite. Speaking after the court session this Monday, Murata's lawyer Mr Tafadzwa Muvhami explained the new development. "
😂😂😂😂tanga tanzwa ne emotional blackmail yemwana kiti ikabuda tombozorora. Tyra haana kathat akatonhora zvake kuti tonho chero maadverts ake unotoona kuti kuzama zama. Chikiti chabuda mirai muwone mvana iye yakasiiwa ne mrume yakuchitanga kunyepa,heee thank you company nhingi fr making me ur brandambassador😂😂😂😂😂hee ndatenga mota,heee imba na nhasi mansion yakandzi irikuvakwa na prophet vaya dololo,movie frm America dololo,becoming Madam Boss dololo,ukwane Trya ndosaka mrume akakutiza That’s true though, ndanga ndisina kana kumbozviisa musoro but ever since mai tt vaenda she has not
Olinda Oti Ana Ketina Cookie Kefi Vakadzi Ava Vanonyadzisa Kutoda Ka Mandla Kanoita senge Kahwiza Muroyi Tukumbo Turikuda Kurohwa Nemhepo unotozvishaya🤪🤪🤪🤣🤣