Tuesday, September 24

Elizabeth Maphosa Ku Captown Hazvina Kumira Mushe Ofumurwa

iwewe elizabeth maphosa wakakumbira rubatsiro ukabatsirwa waona zvako zvaita wakusiya wasurira vanhu.wangomuka waka bvisa vanhu mugroup nekuti

 

 

 

 

 

zvako zvaita mari dzevanhu wakadya wakutaura rafu kuti wakashandisa mari yako kubva jozi asi waipemha mari yebhazi kuti uuye kappa.

 

 

 

 

 

 

hazvinzwaro mangwana uchashaya anokubatsira.natsa kwawabva.plaz utsiure rachel asiye chihure aripamurume kune vanhu vane ngozi kunze uku achatemwa akafa.hautendi iwe

  • Share: