Tuesday, September 24

Zvinoshamisa Zvinotyisa Amai Shumba Vopedza Kudya Vana Vavo Vapedza Voda Kuvaripisa 2 000 Usd Yekuvapumha Uroyi

Hello dear post 

Mumba medu 6 boys Taiva vanhu vane Mari dzavo life Yakanaka good jobs.. zvinhu zvakangotanga kudonha tese vamwe tikabuda mubasa vamwe ma business akaparara so takadzokera kana Pakafamba netsoka tese..

 

 

 

 

 

Tavanema years tichitambura so we decided kuenda kwatasvu tese kuti timbofambawo takaenda na mai takavati ngatimbofambei vakati yea sure Magona handei tasvikako tasvu akangoti achisvika ndokuvashedza nezita ndongovati Anna ..akati pana

 

 

 

 

 

Anna anobata bata Aripano ivo vakaramba vakagara tikati hamusimi mukushedzwa kuti Ana vakati no ini handibate bate… yakazokwana nguva yekupinda mumatare vakanzi ndaona Anna ndiye arikukonzeresa ma problems ese enyu anonzi Ana ndiani vakati ndini ndokubva varamba…Sekuru Tasvu vakabva vatipa tsvimbo Inoita kuti shavirehuroyi ribude pana Amai Ha takavhunduka zvavaitaura kuti

 

 

 

 

 

 

ndovakadya vamwe vedu vakafa uye ndivo varikukpnzeresa… takadzokera mudare Sekuru tasvu vakati munopokana nazvo here amai vakati hangu ndini ndanga ndichikonzeresa ma problems evana vakabvuma zvese…Sekuru vakati 2000 kunotora zvinhu Zviriko kumusha mari yakabviswa varikunzirq kunotora zvinhu Hanzi vakati hakuna chinhu .. mukomana Anga atummwa na Sekuru netsvimbo akati don’t wory..vasvika havana kupedza kana 15 mins Anga atakura chaigara mu pillow chauyihwa nacho vakanzi ndechani vakati ndechangu chandaishandisa Sekuru vakachipisa vakaterwa nekugerwa musoro vakanzi mukabata huroyi futi munorwara mukafa….

 

 

 

 

 

 

 

Hatina kana akavhunza amai kuti why maidaiso takanyarara.. 1 month later amai vakati ndanga ndichirwara nezvamakandiitisa chokwadiii kundipumha huroyi .. takapererwa Hanzi ndarwara kuda kufa ini nezvamakandiitisa… so Amai vati

 

 

 

 

 

 

 

vadakuripwa Mari 2000 usd Hanzi makandipumha huroyi todiii hama dzangu pakadaiiii … Yekutanga Mari takakwereta imwe nevazukuru vese takabatanidza kuita zvibviswe.. Pakadai panoitwasei amai Havana kana hanzvadzi Vasara vega mumba mufunge.. hapasisina kana hama yavo yatingataure Navo .. Todiii help us nemazano hakuna kana akatuka amai …

  • Share: