Tuesday, September 24

Mashura Nyaya Inotyisa Iyi Dangamvura Mutare Man Ofirwa Nevana 2 Vaanga Arambidza Kuenda KuBand Ra Jahprayzer Izvo Zvaita Vazvisungirire Umwe Anwa Mushonga Wemakonzo

Vanhu hatina kwedu. If anything had happened to this child ariku band maizoti ko vabereki vake vakamutendera kuenda ku band vakakwana here. Baba ava was not wrong. Vazhinji pano takakura tichirohwa nekutsiurwa whenever we disobeyed our folks or elders.

 

 

 

 

 

Kuwanika usiri mumba wabuda hako pakati pehusiku hehehehehee waichiona. Mwari chaivo vanotitsiura wani and dzimwe nguva zvinotopisa tsitsi chashamisira pavana vedu chimbori chiiko chaizvo chaizvo zvekuti vanoda kubatwa semazai??

 

 

 

 

 

 

Kana varasika nekuda kwekuvaregera vachiita zvavanoda tisu zvee tinotambura navo vana ivava vava ma stupid evanhu. The spirit of death was already hovering upon this family yaingoda kanenge ka reason. This is very evident pa the twin akabva aitawo overdose awona umwe wake

 

 

 

 

 

akazvisungirira.Kungoti mweya wakasimuka chete apa, baba hapana chavakanganisa zvachose, vairaira mwana sekuraira kunongoita vabereki vese vana vavo. Ungarare here shuwa dzigouya hope mwana ari kuband. Haungoti mwana akati ndoenda kuband oti yes enda. Unombopa mutemo semubereki.

  • Share: