Wednesday, September 25

News News

September 27, 2023

Shugeta Akarwadziwa Kurambwa NeVirgini Anna Asati Adyawo Bota Achinotorana Ne Oflayer Ndipo Pane Hasha Dzake

hapana chorwadxa munhurume sekurambwa neVirgin ziva zveofflayer rako rawanaro         why is he throwing shade i dont understand hanzi zvadiiko asi pane chirikumurwadza here zvaari kumafura mhepo wani         Shugeta is bitter... Haana kuita semurume kuva ne relationship PA social media Dai ari happy asina knguva yeku replier Ana.         It might happen kut Anna aisataura Shugeta... MmmmxxmIwe Shugeta ndiwe wega ex waAnna here iwe dzikama uchingoti mazitama segwiti rakafunda nzungu

September 27, 2023

Shugeta Uchiri Kuda Nezva Anna Honde Why Usiri Kufara Murelationship Yako Macitizens Obvunza

Shuggie is forcing happiness and pretend all is well otherwise he was himself and happy zviri natural with Anna and replying an ex fut means he is not doing good otherwise munhu ari happy haana time yekutarisa kut ex aposter kut chiii and respond πŸ™„         Ndozvinoita munhu achirikufunga x izvozvo no need to brag zvimwe zvimarelationship Shugeta is bitter...           Haana kuita semurume kuva ne relationship PA social media Dai ari happy asina knguva yeku replier Ana. It might happen kut Anna aisataura Shugeta... Mmmmxxm

September 24, 2023

Mai Maketeni Voti Cat Family Bvisai Dollar Dollar Pamunhu Every Week Kuti Maitt Pavanobuda Mujeri Vaone Pekutangira

Toikanda kusvika pavanobuda vosviko Wana pekutangira vopihwa iri gift musi wavanobuda first live yavo$$$$$$         live once a week tichipa ma dollar edu.Wasu achinyora pasi.Moburitsa mazita ese nemari day yavanobuda

September 24, 2023

Zimbabweans Oti Mweya Wabata Mwana Wamaitt Tt Wakashatisa Zvavekuda Kutonamatira And Musati Siyai Mwana Achirasika

This so wrong mweya wabata mwana wakashatisisa uyu akashaya munhu akagara naye pasi kutsiura zvakanaka         Hanzi siyai mwana 🀣🀣🀣🀣🀣🀣 asi painzi Dzabu mwana waMohadi makabuda zenze. The other day Micky akaumburudzwa pano achinzi idofo mwana wegrade 2 anobudirwa shavi nemambuya achena yongindawu.         Kwanai imi kana mafunga kusiya vana siyai vese kana mafunga kuundura motopfeka mabulletproof

September 24, 2023

Strive Masiyiwa And James Manyika Two Zimbabwean Millionares Pioneers In Technology And Artificial Intelligence

Two of Zimbabwe’s bright minds and pioneers in technology met to talk about Artificial Intelligence and what it means to the world.         Strive Masiyiwa started Zimbabwe’s biggest mobile phone company, Econet, and he now owns many tech companies.         James Manyika is the first Senior Vice President of Technology and Society at Google, reporting directly to Google CEO Sundar Pichai.         Strive talks about how the mobile revolution changed the communication reality in Zimbabwe where the waiting time for a landline phone was 14 years.         Strive said that Singapore gets more direct investment from outside than the whole African

September 24, 2023

Gold Mafia Eubert Angel And Munangagwa Enjoying Zvavo Ku America Mari Yenyika Yavanoba While Zimbabweans Suffering

They are busy enjoying their lives , whilst the Majority in Zim are Suffering , Just Remember all good things & life has an ending , nothing lasts forever         After being exposed as a criminal money laundering mastermind and gold smuggling kingpin in the Al Jazeera Gold Mafia films, false prophet Uebert Angel was pictured today with Zimbabwe’s President, Emmerson Mnangagwa in New York showing that nothing has changed!         Uebert Angel is Mnangagwa’s weirdly titled, Ambassador at Large. He is a criminal who uses religion to mask his dodgy activities.       The British citizen has two Zimbabwean identity cards with different dates of birth. He uses his proximity to p

September 24, 2023

Chihera Ofumura Maloti Baby RaHwinza Imbavha Yaikwirwa Na Mambo Ndini & Seh Calaz Aka Bhanwa Mabhawa Ese Embinga

Chihera Ofumura Maloti Baby RaHwinza Imbavha Yaikwirwa Na Mambo Ndini & Seh Calaz Aka Bhanwa Mabhawa Ese Embinga         Mai Wayne team Highfield's mallote from SA to zim ma girls ma gangsters bvunza inini yanga iri next door yangu anonwa bronco uyo           Kkkkkkkkkkk haaaaaa murigarooo chihera kkkkkkkkkkk kuswerera makuhwaaa muchitadzaa kushanda ikoko tikwanirei mhaniiiπŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ˜… yaaaa soooo sakaa iweee zvesee izvo tatitiudze hreπŸ˜πŸ˜πŸ˜πŸ˜πŸ˜… uyeee pawataura panee akupaa mari hre ..         Kwanai mainini Chimbomirai makuhwaaWakazviona urikupi zvese izvii taura uchiti hanziiii

September 24, 2023

Seh Calaz Voti Sauro Souljah love Akauraiwa Mazimbabweans Hatina Kumira Naye Honai Zvinoita Ma Nigerians Mohbad Avekutoitwa Post-mortem

The power of music πŸ‘πŸΏπŸ‘πŸΏπŸ‘πŸΏ Nigerians vamira πŸ‘ŠπŸΏπŸ‘ŠπŸΏ Pana Sauro           zvakangogumira Kunzi postmortem zvikazongopera zvakadaro ,zvakaoma          Rest easy StarπŸ™πŸΏAkaurairwa kugona muface uyo

September 24, 2023

Tete Mildred Voti Jeri Kwavekunakidza Sungwaiwo Muone Mukabuda Kana Panze Zvinerombo Izvi

Mukai tiende ku jeri kwadirwa sugar.Vasikana vangu vekumachembere kuri sei kwamuri kuno raining and windy.Keep on focusing wth your life time flies.Hakusi kunakidza here inga zvirikufaya           Kujeri kune. More fire tete Dai muri mumwe matendeuka life is too shortImbwa dziri pano dzirikuti bitterness heeeee obsessed heeeee zera mituzvi yenyu yese marombe evanhu hamuna kwamakamboshanda mese munhu wese akashanda kana anoshanda kana akimbo truster munhu             kana kubatsira munhu nemoyo wese feels what Mildred is feeling ochenamirwa futi ototukwa after kubatsirwa it's not easy musaratidze kusafunga kwenyu kana musirikufarira zvirikuitwa naMiddy why go kupage kwake kana ku commenta ma po

September 24, 2023

President Emmerson Vobhadharira Thokozani Kupe Mari Yekuti Anobviswa Zamu Rine Cancer KuIndia Munamatireiwo

HARARE – President Emmerson Mnangagwa has authorised treasury to fund former deputy prime minister and CCC proportional representation legislator Thokozani Khupe’s cancer treatment in India.         Khupe, who was first diagnosed with breast cancer back in May 2011, revealed recently she has had a second cancer attack.         “I have a second cancer attack. I am doing well, and many thanks to those already wishing me well. Together we can beat cancer,” Khupe wrote on X, formerly Twitter.         When her condition was first diagnosed, the 59-year-old underwent treatment and surgery and had one of her breasts removed.       Mnangagwa di

132 133 134 135 136