Tuesday, September 24

Zvakatyamadza Vakawanda Mufakose Woman Wekuurairwa Mwana Waive Murango Wake Kubva Kuna Mwari Akanga Ashungurudza Mukadzi Wemurume Uyu Thomas Nyamhunga

Misodzi yeumwe mukadzi yakaipa kuchengeta vana veumwe achisiya vake iwe wosekerera uchitotuka mukadzi wemunhu vanhu ngatityei pain yeumwe nhasi vasina mhosva vofira maharaShoko raMwari rakati ndichakutongerai mhosva dzevabereki venyu .

 

 

 

 

 

Ska mai ava vairwadzisa mumwe mukadzi akafanana newe , unoti zvinoperq mushe mukadzi achibudisa musodzi nekuda kwako iwe . Haana kufungira zvetmrw kuti chii chichabuda , nhasi akuvadzisa vana nekuda kwekuzviita hero .

 

 

 

 

 

Ukava hero unopedzisira wava zero . Iye ndiye ane Ronda rakakura kudarika raakaisa pane murinzi wemurume .Kobaba Vekuuraya Mwana We Girlfriend Vanga Vane Mukadzi Mashura Inzwawo Zvinoita Varume Ava😳😳😳

  • Share: