Tuesday, September 24

Zvinoshamisa Zvinotyisa Samantha Orasa Mwana Amuputira Muplastic Azonhongwa Asati Afa

Mukadzi anorasa mwana ndiye asina kukwana... Labor pain anenge akanganwa nguvai pakadai

 

 

 

 

Unosvikirei 9 mnths dzacho wotorwadziwa nemimba mwana obuda kut urase zvako ncxaaa wakadii kubvisa ichine 1 mazuva zvitori naniVamwe Vachivashaya Vana Ava Vamwe

 

 

 

 

 

 

 

Vachirasa A shorty story ,Varume ava vakaona plastic richierera rine new baby aichema and rescued him thank God the baby is safe. ....... I believe satan mukadzi.😭😭😭

  • Share: