Facebook Yacho Yashata Kana Yadai 😳😳🥺Mukadzi Uyu Haasi kunyepa Oti Otaura Zvese Zvaakatumwa Namai Mazowe Kuti Auraye Mazepe But Why ???Murikuzvionawo SeiðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ Mai mazowe ndaifunga hamusimi maida Kundiuraya ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ huyai ku life kwa sisy Ketty Masomera 21 :30 ndapererwa guys ndapererwa Midzimu yangu yakaramba mother in know ndakatadza but not kusvika Pa that I can’t breath right now proof and information ne amount yemari yamakabhadhara I am ready for u zvekuti ndakauya kubasa my foot first attempt makafoira then payed again Vanhu the day randakasimukq mai mazowe why wy Sisy Mecky do u know about this ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜
Mhondi Thomas Nyamhunga Wekubaya Vana VeGirlfriend Nebanga Mushure Arambwa One Mwana Ane 5yrs Afa- Nyaya Yacho Inorwadza Sad news kuno kucherima muna hwata boyfriend yamai yacheka mwana ane 5yrs akabva afa ikachekazve mumwe mwana mukomana ane 9yrs pahuro amhanyiswa kuchipatara musikana mukuru ane 13yrs ndiye apunyuka akatiza but so far hapana arikuziva chakonzeresa kuti boyfriend yamai iite zvayaita tine hurombo ne mwana achekwa akafa tino namata kuna Mwari kuti vaporese aendeswa Kuchipatara
Hi Mbare Times ndokumbira ugozondiposterawo guhwa iri chero mangwana whenever you can. Yangu yekuda zvinhu iyi...Quonfuzed messaged me achiti ane show yaarikuya kuita kujoburg so anoda kundiona ndikati okay machena angu🤣🤣 Tanga tagara tichimbotaura taura hedu muka situationship kedu🤣so I imagined tichipopa mashampopo nekupisa Shisha zuva razosvika zvikanzi let's meet in Randburg ini i expected kuona this tall handsome dude so taitaura paphone ndichimuti handisi kuona pauri ndakuona kamunhu kachibudikira nekumashure kwangu i was surprised because he doesn't look like his pictures aanoposta pasocial media ndokubva taenda kumba kwebrother yake murandburg imomo ndakasvikonzi bika sadza nechicken ne cabbage🤣🤣 kutadza ku
Vanhu ava handina kumbobvira ndafunga kuti vangatode kunobvisawo machembere matuzvi Vaiitipa pressure kunge zvinhu zvavo zvakarongeka Joey aibva ati empowerment bla bla Avawo vachiti vane ma business vanokweretesa vanhu zvimbadzo hee father diaries ndi Engineer Hezvo vakutodawo basa remhanga mhanga iri Musapihwe pressure ne ma socialites Imagine senge iro Joey raibva rati vana wangu wanodya zvawanoda kwete zvawanowana achibva aita kunga ane mari hayaaaa. Apa ndiye akumuka na 5am kunobata shift out of Birmingham. Pressure yaiwa yekubhadhara COS shame maningi ini ndakaramba kupihwa pressure nana pambwa awaIpapo
Joyce Mujuru munamatireyi akurwara adakufa ari mu pretoria muchipatara chinonzi stivo biko Hatisi kuita mainternational Prayers ngaadzoke arapirwe pagomo titotange kutsanyano to international prayers ,isu tikarwara vanoti ku Gomo or pare so the same shit must happen to them They are part of our situation right now .nyika ndeyavo but the giver of life is the one above . Ngavazvinamatire .Vakatadza kugadzirisa zvipatara pavaive panyanga now they are flocking to neighboring countries for treatment...nyangwe ukaita mari sei hakuna chinhu chinorwadza seku travela malong distance kunorapwa
Ashford why usinga poster mukadzi wako ku page rako🤣🤣 munhu dada nemunhu wako poster mukadzi wako ndiwe wakada babe rako imbomu poster Usade kudya Mari yemunhu wausinga poster Hanzi vanogara nechembiza ka ivava apo vanonyomba vamwe ku page kwavo uko
Please note this topic was not raised to demean anyone anozvichenera nekuzvigezera. Rather it was inspired by my admiration for the simplicity of those women we hardly notice yet they are at the top of the means of production. I couldn’t help but envy their simplicity. Sadly, there is a shadow inongodaidza controversy pese pandiri zvinoita kuti tirege kuona discussion at face value when no offense is meant. Church person is a fundi,ndomhinduro yemunhu akaenda kuchikoro , vaya vemazino anotamba maclarks pamuromo ,kungohakira hakira pasingadi izvozvo.Church person is so civilized. Mbuya tea hobvu vanyadziswa zviri smart
Kamuchacha competition pese pese Wakaona kuti denzel is getting close to madam boss achitamba na Dzabu now wamhanya pazviri take take bvongonya ayas Mai Titi before vaenda kujeri ndivo vakatanga kuimba nadenzel muveve.titende.dzika paofficial page ramura.vakaimba naye paalbum ravo as a vocalists mTyra ndiye akatotevera felistus One thing you should know about Denzel is that he is an opportunist. He takes advantage of those who are influential. Look, he started being close na Tapiwa ku tiktok n tht boosted his account even now nana magic and tarmac. Then madam boss nana dzabu n mama vee now mai tt. He is on a mission of growing his account not watever you think
Depressi🥺🥹on 🫥 Yakaoma Violet Aimbo Actor Na Comic Pastor Azviuraya Vecuwe Let's Be Kind To one Another People Are Going Through A Lot Muhupenyu MHSRIP ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜Depression yakaoma RIP violet aimbo actor na comic
Asi kana madhakwa pfungwa dzopinda mubhurungwa. Disappointed 😔😔😔😔 we need iron pants with locks 😂 😂 😂 😂 Kuita seari kuchera mbeva kudaro iye achipinza ruoko mu yokera ye bbe