Sunday, September 08

Zvashamisa Vakawanda Sis Mecky Mushure Mekuda Kuzviuraya Ka 2 Vakubuda Mumba Mamai Mazowe Shamwari Yavo Nhasi Ataura Ega

Mai Mazowe Vati Ndichakuroyayi Mukaita Mapere Nyaya Dzekunyeyana Oti Ndane Pangu Pakugara Ndirikubva Mumba Mavo Nhasi Manheru Mecky Akagona Kutaura Oti Vanhu Sis Melly Mainzi Budaiwo Mumba Mevanhu Ku Uk Saka Hapana Zvamunondiita Opopota

 

 

 

 

Mazimbabwean Mazvinzwakaa😳😳😳😳Ini kana ndisingakude mumba mangu handitauri ndongoita action chete. Tave vanhu vakuruI knew kt zvichaburana 😄ko zvavaiitana besties zuro chaiye mazimba so 😄

 

 

 

 

 

 

Samaz Odzifambira Mecky Ku UK Mumba Ma Mai Mazowe Ndiye Akuita Makuhwa Kuna Tete Masivanda Matigimu Na Swagger Saka Nhasi Atumwa Kuchinja Nyaya Namai Mazowe Hushamwari Hwenhema 

  • Share: