Sunday, September 22

News News

February 17, 2024

Zvinorwadza Izvi Vana 4 Harare Hopley Vafira Mumota ku safoketa Ma Window Anga Akavharwa Nyaya iyi Ma 1 Vabereki Chengetedzai Vana

Vana Ava 4 Vafira Mumota Mushure Mekuzvi Lockera Ndoku Suffocata Ku Hopley Mu Harare RIP 😭💔           

February 16, 2024

Hezvo Tavhunduka Nyaya Dzababa Charamba Dzobuda Dzese Vakaroora Mai Charamba Vane Mwana Akaenzana Navo Zvichireva Mukadzi Muhombe Ne 16 years Pane Murume Hama Dzepedyo Dzotipa Information Yemumu Mhuri Zvataiti Ndivo Varidzi Ve Bhaibheri Kaa

Tsamba kumukomana wekuroora mvana ine mwana ane zera nayo Whether wabvisa masong ese ku YouTube hazvirevi achabva mumafoni edu ende iwe hatina kana basa newe kana wazogara            Unoita godo nemwana arikuto tsvagawo raramo sei usina moyo iwee.wakasiyanei moyo na Pharaoh Macopyrights Acho azonyanyopisa nhasi kare kese waisamaona hre waratidza kuti hauna kana moyo iye uri kusatanists           Enwae ngatione kwaunosvika  Sig kuvanhuIye anokoperei masongs evamwe dai iri1 bttr zvino okopa kekutanga otsiurwa okopa futi imwe yamai charamba yekuti tengai mafunga ngaakwane kana vanhu varamba nechinhu chavo ngaasiyane nacho hnt bible anaro ngaayimbewo zvake simple

February 16, 2024

Mashura Maitt Votaura Wasu Haana Chaakandiitira Ndini Ndakamunhonga Ari Street Kid Moda Afire Mumba Mangu Here Ane Hama Dzake KwaMutare Haana Kuchengeta Vana Vangu Mbuya Murata Ndivo Vaiiita Zvese Ndiku Jeri Iye Chaaigona Kupfeka Hembe Dzangu

Wasu it’s time waita semurume kuti changamu changamu une tarenda iwe chirumurika.. You won this mhamha varimujeri            Don’t underestimate your potential.Move on in peace and don’t be bitter like Ketile ,Midhu ,Masiriri and you will see kuti what has happened will open doors for you zvisina kana noise.           Whoever leaked this information aida kuti munetsane asi isu zveWorld war 3 taneta kamayi aka kakatanga hatina Data re8 hours 2024 ino. Felistas ndewako zvekudaro muromo wake wakaumburukwa nechidembo chete haazive zve kutaura kana atsamwa.Wasu came out zvaari Kamuchacha ari mujeri ende this is the main reason aisadiwa nehama dzake nekuti aive ……..

February 16, 2024

Dj Tawaz Ochema Zvakare Dai Ndakaona Wicknel First Before Java Ndiine Mota Chandakabva Nacho Kwa Chavha Manduwe E Gucci Iya Haisi Mbinga Vakandishandisa Kokundisvipa Seh Wicknel Chivhayo Ndipeiwo Mota

Tawaz Ochema Seh Wicknel Chivhayo Ndipeiwo Mota Ndakamira Ne Zanupf But Ndangobuda Nenduwee Mbinga Yangu Java Aingondipa ma Versace Ne Gucci😭😭😭🤣🤣🤣DJ Towers watoirasa,bcoz Sir Wicknell havakumbirwe l bet if he buys you anything l will run naked the whole of Harare..             mark my words,watopinda mulist raana Olla,Peter moyo,macheso etc..hamulumeKkkkk saka vanhu vakutiza kwa Passion Java . Wicknel ndiyo yava mbinga iri kuremera ma street 😂               Iri ihure chairo waimbopenga naGinimbi ukaenda kuna panganai java now wakuda kuna wicknell wakazungaira dai waenda kuna Scott asati awandirwq             &n

February 16, 2024

Mai Maketeni Ndiyo Mharadzi Yakonzeresa Nyaka Nyaka Yese Iyi Zvirikuitika Pakati PA Wasu Na Maitt Iye Makuhwa Ake Ofumurwawo Pashata

Uyu ndiye munhu akafambisa guhwa ende izvezvi Kamuchacha is blind to see kuti ndiye aimupa zvese zvaiitika arimujeri. Wasu stood by you wakavharirwa asingaite makuhwa or entertaining anyone zvaiita kambuya aka kachipesuka kwese kwese Cat femiri Auntie wekumasuwewe.           Wabva kujeri wakasimbirira kuti Wasu is my PA haasi shamwari yangu,makore ese aya waiiti Wasu mwana wangu his my family. What changed ???”           You should have stayed quiet and let people vataure zvavada iwe naWasu ndimi maiziva pamumire.You have caused more damage than good. Aka kanotoda zvemadrama kambuya kekuMalawi aka ende kakurwadziwa nekunyarara kwawaiita zvenoise ndozvakanotoda kuda kukuwisira pasi.  

February 16, 2024

Haa Pakaipa Wasu Wanga Wavekunyeya Boss Wako Maitt Na Tinashe Maphosa Leaked Audios Obuda Hazvipere Mushe

Hezvo Wasu Akadzingwa Kwamai Tt Akafinera Tinashe Maphosa Achitaura Zvese Tatisiri Kutozviziva Yoyoooo Chii Chakaitika 😳😳😳😳           Hezvo Wasu Akadzingwa Kwamai Tt Akafinera Tinashe Maphosa Achitaura Zvese Tatisiri Kutozviziva Yoyoooo Chii Chakaitika 😳😳😳😳Wasu came out zvaari Kamuchacha ari mujeri ende this is the main reason aisadiwa nehama dzake nekuti aive ……..           Kamuchacha failed to see the good Wasu did nekuti ari mudenial chaimo Kamuchacha shielded Wasu asi he couldn’t stay in the closet for long.Iye she failed to accept it achingogumira pekuti akazvarwa ane mabody parts evakadzi..            

February 16, 2024

Video Ra Baba Charamba Vopindura Jah Signal Mupfana Iwe Urimbwa Satani Kuita Masong Angu Evhangeri Emubhawa Ndosaka Ndaabisa Ku Youtube

PASTOR Charles Charamba is getting overwhelming support for his move to report Jah Signal to YouTube for copyright infringement. Jah Signal had the video of his 2018 love song, Sweetie, struck down for copyright infringement on the song Vanhu Vangu off Charamba’s 2001 album Exodus.Jah Signal’s manager, Hillary Mutake, said:     “For now I can’t comment on that issue because why is the issue being brought to light now?“I think there is something behind it but I don’t have much to say.”Contacted for comment, Baba Charamba said he was in a meeting and promised to respond to our questions sent to him via WhatsApp.Content creator and researcher, Plot Mhako, said:“Always seek permission first, copyright exists for a reason,

February 16, 2024

Yaa Mamonya Vakadzi 5 Veku Hatcliffe Vekurova Mumwe Seachafa Nekuda Kwemurume Vatongerwa 9 Months Muchikurubhi Vaona Moto Va Traya Kuburitsa Humbovo Hwena Video Uya Achibhadhwa But Judge Azviramba

4 Hatcliff women who assaulted umwewo mukadzi vachiti akatora murume weumwe wavo have been sentenced to 9 months in jail            murikudzoka hembe dzenyu dzakudzmba dzavabereki venyu mamama ðŸŒï¸ðŸŒï¸ðŸŒï¸ðŸŒï¸ðŸŒï¸FIVE women from Hatcliffe Extension who went viral on social media assaulting and undressing a woman whom they claimed was having an affair with the husband of their colleague, appeared in court over the weekend.               The accused persons Zelpa Kanduza, Natasha Kanduza, Fortunate Tembo and Olleyn Vinyungwi appeared before Harare magistrate Ms Evelyn Mashavakure charged with assault.They were remanded in custody pending bail application today.  

February 16, 2024

Video Remukadzi Wekubhaudhana Nechikomba Musango Rabuda Zvakaoma Zvionereyi

Video Remukadzi Wekubhaudhana Nechikomba Musango Rabuda Zvakaoma Zvionereyi       Asi vakadzi vakapusa chokwadi kubvuma kunoitirwa musango 😂😂 Christian Mndala Maverick chakafukidza dzimba matenga inoiti itirai pese pese pamanzwa kuda hapana chinokonesa kana muchizviita nemoyo yenyu mese     Mukadzi we munhu chete uyo ndosaka mvura iri kuramba kunaya munga poza nekuhura asi Matanga nhasi shame

February 16, 2024

Hama Dza Wasu Dzoti Maitt Ngaatendewo Not Kutoganza Wasu Akumuwana Ane Gwembe Avekuda Kumubata Nekuseri Kweruoko Achiiti Haana Zvaakaitirwa Naye Munhu Akashanda 8 Years

Wakawanikwa une gwembe chairo ,ukakweshwa kusvika wachena. Difference murikungoiona mega            It’s good to just appreciate someone publicly for the good they have done.People will hold on to what they saw online kwete zvamaitirana kuseri.             zvemazita handisi kudaWasu akamira naye munhamo nemumatambudziko pakozouudza nyika ndakamunhonga ari street kids ipapo aresva zvake feri

71 72 73 74 75