Monday, November 25

News News

May 26, 2024

Ana Tytie Vochemedzwa Ne Nyathi Family Yatora Attention Yese

Fake Love🙄🙄 vs Riwu Love ❤️❤️ Isu tinoti Ahoyi to the Nyathi Family.. Avo vemudidy family dzangovawo nharo, tanga taneta nekakadzi kanongo fongora pese ukuwo kachikomba kachiti ratidza mupataNyati family moida cuz murikuita yese yese nayo Tytie             akazviramba ka zvokuitwa yese yese kkkkkkkkkPlus azvidi dzungu. Humbleness inokosha. Vaimboita sevanhu kwavo ndokuzopiwa mawara nepayout yekwaZucker.           All those lives vachituka vanhu nekupindura Moreboys rough weren't necessary. Munhu udzikawo so not kuti hee atisi vana venyu heee takambokukumbirai here heee hatidye kumba kwenyu! Imika . Mwari ndobva vamutsa Nyathi Femeli, haa unosvava wani. Zimbabwe yese kwaNyathi

May 26, 2024

Capetown Eastern Cape Kwazara Vanhu Vasatan Chaiwo Mwana Uyu Thimna Sigayi Ouraiwa Obviswa Hembe Okandwa Pa Road Paaonekwa RIP

Rest in Peace Thimna Sigayi😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭   Our heart felt condolences to the family and friends we are broken 💔💔💔💔💔   Thimna Sigayi, 17, was stabbed to death, and her body was discarded in a ravine in Komani, Eastern Cape. Her naked body was discovered on 18 May 18 2024.             Thimna had gone missing the previous day after leaving home to visit relatives at a homestead not far from her village. Her family became worried when she did not return home. The following morning, neighbourhood children found Thimna's cell phone in a nearby bush and returned it to her family.              The family immediate

May 25, 2024

Maitt Vofumura Joey Nyikadzino Round Mafia Madyiro Aakaita Mari Ye Go Fund Me Yemusikana We Kidney Zvakaoma Imii

Almost 50k!!!!Hakuna India ichaendwa zvatovharana.!Pese apa vangachiuya pamaLive vachikumbira madonation vachiudza vanhu manext steps then olofesadhen mari yakwasekuru Nijo how come to u so?       Joey akutogovana hake mari nakasekuru kaye muchamuona akutonohodha mateki kuChina ouya achiti shandai vanhu shandaiZvakaoma ko kuzoti yemu EcoCash, Innbuck, Mukuru etc plus yaThe Giver.      

May 25, 2024

Vakadzi Denga Muchaita Reku Googler Footballer Ane Mukurumbira Oona Vana 3 Vese Havazi Vake Oda Kuzviuraya Kwa Tinashe Mugabe DNA

Dora Kayode, the wife of Super Eagles player Olanrewaju Kayode, has firmly refuted the allegations questioning the paternity of their children, Soccernet.ng reports. Earlier this year, the football star made headlines when he threatened to commit sui..cide after reportedly discovering his wife’s alleged infidelity with popular UK-based pastor Tobi Adegboyega.               Dora Kayode has now addressed recent claims suggesting that the Nigerian forward is not the biological father of their three children. Reports circulating the Nigerian media indicated that Kayode had conducted a DNA test, which purportedly revealed that the children were a result of his wife’s alleged extramarital affair

May 25, 2024

Tinashe Mutarisi Otongoshandisa Namwari Mwana Wake

I will give you the whole Namwari- story panodzoka Dion In July. So that you get to understand exactly what transpired because you deserve to know everything, you’re my friends.            In other news we have a deal ne Capri so our prices ema fridges are the cheapest in Zimbabwe. Musatenga capri fridge anywhere else.I trust you with advertisment 😝😝😝anyway we are waiting for the whole story             Mozonditora tinoroora futi Mai Tinashe ...pamusoro peyamakambobvisa iyoyo ndoziva yanga yakawanda zvekuti vakadzi vekumasvingo vanodhura kunge varikuda kuraiser Mari yekuplaster Great Zimbabwe

May 25, 2024

Zve Zimbabwe Bodo Mukomana Uyu Nigel Kunyeya Osungwa Pastate House Mushure Mekunge Aenda Konoti Ndopandiri Kuda Kuita Madhiri Angu Pano

KaBlaz aka kanonzi Nigel Kunyeya (29 years old) kakabatwa kane Cocaine muhomwe kachida kupinda muState House. Hanzi ndoda kuwona President Mnangagwa to discuss personal issues. He was driving an unregistered black and white Toyota Fortuner.   Full Story Below:             Harare man arrested at State House with cocaine   A 29-year-old man, Nigel Kunyeya, was arrested and charged with unlawful possession of dangerous drugs after he was found with cocaine at the State House.             Prosecutor Rufaro Chonzi told the court on Friday that Kunyeya, who hails from Mabelreign, Harare, drove an unregistered black and white Toyota Fortuner to the State House on May 22, 202

May 24, 2024

Emma Otipa Voicenote Joey Achiti Ndirikukupai Mari Dzenyu Imbavha Iyi Zvinzwirewo From Vanhu Vakatsotswa

  Jowi arikunyanya kukuzwa apa achidonhedzwa aah dei anyarara tonyarirepikoPane akuvhara zvipande kuseri🤣🤣🤣🤣🤣🤣Mbavha iyo akambo shotesa mari yevanhu ye round akati ndini ndaba just because I had visited her house that day. Akazonditi sorry takazoiwana mbavha nxaaa...             Ndakarwadziwa zvisingaite ndikati one day zvichamuwana... Look at God 😆Ruzevezeve rurikuti musikana akufonera vanhu achiti ndokupai mari dzenyu back please musandifumurewo Mati machinzwawo here???          

May 24, 2024

Pashata Video Dorine Achitorwa Nemapurisa Musikana Asungwa Ndokwazvave Here Veduwe

Chikokiyana wadzva zimuroyi urikupedzera mari kumapurisa nyengerera shamwari yako wega handinahukama newe musatanyoko mazitsvinaaa.handina kuya pano kuzotsvaga shamwari tiri mumaricho azugar waindiwisirei pano mazidzibwaaaaaa dakona anonyura             adress yamai vekiti yawakapa vanhu kuti vauraye mura 50us ndokumupa muzim hamutsike.wakwana papi munyaya dzemikando yangu ukuzama kuvhunza yaa thats your home work il confuse you kusvika wamama wakata live kuda kudzura page iri kanganwa

May 23, 2024

Bona Mugabe Watinoda Tese Finally Speaks Musikana Otaura Zvekuroorwa

Kana uchida kupera rorwa uwone 🚶‍♂️ 🚶‍♀️Veduweee ndakazoona kut sei vakadzi tichizo glower wave single mumarriage hamuna piece zvachose depression ikanatsokubata chero mafuta pa Ganda rinoita se dehwe stress chaiyo ndoinoshakadza chero ukawana zvose uchigeza nema detol               nema sipo anodhura uchidya ma grapes asi murume wacho kana achingopimda na 2 kwakuedza hazvishande wotanga kurohwa usiku ihoho veduwee marriage chikwambo chinosveta ropa               🙌🙌🙌Ndozvinodiwa kana wa divorcer kwete kuonda nekutadza kugeza uchifunga munhu akutozvifarira zvake.Tisakurudzira kurambana zvibate zvakanaka uripamurume ipapo chaimutadzisa kupfeka h

May 23, 2024

Pashata Apa Mukadzi Wa Gidza Cat Father Oti Arikusungisa Munhu Oburitsa Zvese

International hazibandi 🤣🤣🤣🤣 zemo rembwa pahwahwa munhu akaroya jerigero akamuroya pabeche 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 kufamba achinonga ma rejected tsvimborume mumasendiraini yozongova my husband 🤣🤣🤣 mai bwanya namatirai zemo re mwana wenyu tizorore                   Ancestor gets married every 3 years 🤣🤣🤣

72 73 74 75 76