Saturday, September 21

Hezvo Maitt Chikiti Osungisa Patricia Jack Musikana Video Akaiswa Chain Facebook Iyi

Ihhhh Tafadzwa haagure Jeri hanty akambosungwa mamanje apaaaa sarenda akadii kungoita mupurisaPattricia Jack are you safeZvinonyadzisa iye agara akuperawo mkomana is uyu hake zvainakidza

 

 

 

 

 

 

 

 

 

 

 

achitangaKo hanty anga achiti vari kutsigirwa nemusangano paanga achitaura nyaya dzachikiti hewoka musangano wacho ngarimbosugwe coz bitterness yake yakanyanyisaAsi ndimbobvunza cyber bullying inoda private investigator here,hanzi ndini nda leader mapurisa kuti auye pano yah fb muchitokisi unopinda wega vanhu vanenge vachiombera maoko vakarara kumba

  • Share: