Monday, November 25

Mukokana Atisiya Zvakaoma

Zvonaka varume muchitihurira ka.Ifai muzorore varume.Kuzviitisa chaiko nhymi vangani vari kufambirwa neLife zvimwe zvacho imhepo inenge yangogara mnhu chte iyi aaah ipapa pamwe unenge usina kna kujoiner Police wodai so kutakudza vasara mutoro ukuKana tikataura kut siyana nezvekuswera muchitambisa mari dzenyu kuchiitira vakadz zvinhu munot

 

 

 

 

tinopenga...ukaperera pamukadz une 99%chance yekuzozviuraya chete bcz mazuvaano vakadz vakavimbika hakuchina, anongovimbika ane zvaari kufa pauri kana azviwana okuona sensitive chinhu...invest in your own life wosiyana neku spender mari kuvakadz bcz usina chawakaruza kwaari hakuna chinokurwadza chero akahura

  • Share: