Sunday, September 22

News News

February 21, 2024

Yashata Nyaya Iya Tisataure Mazita Veku Ireland Ketina Niye Akudiwa Ne ZRP Kuti Ataure Vanhu Pavalafushirwa Musi Wa 10 July 2021 Ku Backyard Yamaitt Imika Sekutamba Maitt Vakazoenda Kujeri

Nyangwe iwe vakachengeta information yekufa kwevanhu uri culpritKetty dai zvaikwanisa gore raunoya kuZim ukwane police yakakumirira pa airport wochinatsa kutaura zvauri kutaura izvozvo                     Kettina akadya chiropa.chebenxi chete hndava kuda kuita bully kuvanhu kadzi Hona dorrine zvawamuita mmmmm muroii wemasikat wehusiku arinan

February 21, 2024

Mashura Mama Vee Mhosva Ofumurwa Ingito Inohwanda Neku Actor Zvaave Kutomera Mazamhuuu

Idzo dzichaenda ku mwedzi onedayMama vee ma niples here ayo am lost 😭Mama vee uringito inohwanda nemadrama ...tozviziva hedu asi tisataura nemazita             Mama vee na Taterishasi ndi mkoma nomunin'ina 😂😂 ngatimbovadongorerai kt vachine chinhu hereapasi pese panozoda kuita kunge uri kuactor pamwe pacho chimbotiratidza kuti its acting manje everyday wakangodaro here mmmmmm something wrong             Uyo akapfeka blue mha...ta yake he can die 3000 time we don't care about pple how loose morals . Tyler Perry acted as a woman but never he tried to be a woman in real life .musunu wenja      

February 19, 2024

Baba Charamba Voudza Namai Voudza Jah Signal Dai Takatokusungisa Chete Tirivanhu Vanonamata Nyaya Yese First Comment

PRESS STATEMENT  On behalf of The Swaah family and fans, Jah Signal would like to make and let it be known that following a meeting with The Man of God, Pastor and Amai Charamba The Charambas, an amicable position has been reached that will remain private and confidential to the two parties.           Jah Signal has expressed deep remorse and extends his sincere apologies to The Charambas and their fans for any distress caused by the unintended infringement. He acknowledges his mistake and is committed to learning from this experience, as well as implementing measures to prevent such occurrences in the future.               In light of this settlement, we urge all fans to respect t

February 19, 2024

Zvinorwadza Zimbabwe Yakaoma Mai Avo Vafenda Mushure Mekunge Vapunzirwa Kutorerwa Pamba Pavo Nyaya Dzekuparadza Zvashandwa Nevamwe Zvichapera Riini Last Week Mumwe Akafa

Vamwe vachitengerwa mota vamwe vachitorerwa minda yavakapiwa towards elections, kana ma Israelites achiri ku Egypt handifungi kuti pain yavo yakasvika pane yasvitswa ma Zimbabweans ne zanu           Ngavabve vasada kutemesa vakuru musoro.manje mumusangano indiscipline haidiwe.tichavadzinga futi mumusangano ngavauyisirwe mapurisa meimbwa.             vakajaidzwa too much mai avoSka n'anga dzemuzim dzogona zvemujolo chete here.zvekunamirana .ko kuti anoda kutora munda wemunhu onamirawo

February 19, 2024

Mashura Mercy UZ Student Oburitsa Video Achibhaudhwa Na Sekuru Vane Masvada Atosvava Zvavo Atove Mukwava Inzara Here Vana Vemu Harare Vaona Mazvionawo Sei Mmmh

I nzara Here Mu Harare Yaita Vaba Vasvike pakudanana nema ancestors             Mercy UZ Student Oburitsa Video Rake Achikw....irwaaaaaaa Nasekuru Bava Vakuru                     

February 19, 2024

Mashura Aya Nyika Yovhunduka Mushure Mekunge Yaona Nyasi Chiweti Gongomutoto Ra Babes Wadhumo Zvionerewo Chakaita kumge Chakangwa Hayaa Zviri Mumabhurugwa umu

Babes woDumo kafende akaHmm ko kuisa ka tyt nyana pasi veduweka haya         Achatozotendeukawo ere munhu kana adai kana kuti akutoCompaigner pamaPresidential elections kugehenaZviriko here izvo hanzi inyika ngainake nemashura akadai iyayaBabes Wodumo ane 29years so hunhu hwake achiri kukura.             Plus rudzi rwake munongoaziya maSasko.Zvitori normal kwavari.Zodwa Wabantu amusikumuziya anditi

February 19, 2024

Zvinoshamisa Zvinotyisa Zanupf Member Richard Mazviyo 50 Oita Mwana Wake Beaular Mazviyo 23year Old Second Wife Wakatanga Kurara Naye Ari Grade 7

An ex-convict has taken his 23-year-old daughter as his second wife after having been sexually abusing her since she was in Grade Seven.           Richard Mazviyo, 50, of Mushaviri Village 4 in Gutu, has been sexually abusing his daughter, Beaular Mazviyo, for about a decade now. - H-metro           An ex-convict has taken his 23-year-old daughter as his second wife after having been sexually abusing her since she was in Grade Seven.         Richard Mazviyo, 50, of Mushaviri Village 4 in Gutu, has been sexually abusing his daughter, Beaular Mazviyo, for about a decade now. - H-metro   #TheSundayMail #TheSundayMail

February 18, 2024

Pakaipa Zvazvinodai Kuna Winky D Abvisirwa Masong 2 YouTube Nekuda Kwe Copyright Gafa Rochema Hazvina Kumira Mushe

Heheeede munhu nemunhu gore rino achasara nema song ake chaiwo chaiwo baba vedu varohwa ne copyright 2 songs gone ðŸŒï¸ðŸŒï¸ðŸŒï¸ðŸŒï¸ðŸŒï¸ðŸŒï¸         Imi song haazi ye kenak o bt tht company irikuti paya ka producer tht song they signed a contract na winky kt pa this song anengi achivapa some percentage bt in their words varikuti winky haasikuvapa mari the same way Tocky dd to Mr putiti song           yakazvodzoswa vandzwanan,meaning winky akagadzirisana ne tht company vanodzosa ma song yakatosiyana ne ya Jah signalAzvina hazvo basa ma fans ake havana data reku streamer vangori nere kutuka vanhu. Haisi nyaya sterek.

February 17, 2024

Obina Oga Vovhura Hombe Voburitsa Guru Ramaitt Voti Wasu Waizomuchengeta Nei Iwe Waitadza Kutenga Shaving Stick Chaiyo Kumba Kwangu Oga Vane Drama Haiboo

Unochengeta aniko iwe uchitoradzawo kuzvichengeta? You can't even afford a decent meal for one, let alone accommodation zvayo munhu kutoita kunge ucharara mustreet, infact mustreet mustreet nepawairara apo skweeya 💯 Saka Wasu waizomuchengeta neyi?             Kushata kwako Felistas!It's a blanket for me yooo kunge rinetsvina 🤣🤣🤣🤣😂Nhai aifema here nemagumbeze ayo🤣🤣🤣Vakachengetana, there was a time he needed mai tt and she also needed him         Chinhu chikuru kuparadzana mune zvakanaka. There is no need for all this noiseZvimwe ndezvimwe Wasu akamira na mai vaye especially variku Jeri achiposter ma bag achitsvaga Mari zvese zvekuti go fund ndiwasu iyeye asi hiii munhu mu

February 17, 2024

Mutare People Vojamuka Maitt Ukuuya Kumba Kwa Wasu Wamubata Sechikorobho Tinokutema Nematombo

Mutare batai munhu nhasi ari maMutare asi musarove zvenyu.Akanyadzisa nekusvora Wasu zvakarwadza. Wasu dai watobuda mumba mamai Tt nhasi chaiye,             the woman ari dangerous. Wakamuchengetera page nevana ari mujeri, zvekuti vabereki vake ndovaichengeta vana ratove drama         cc Maitt said            Akachengeta Wasu iwe mwana wehuuuure iwe.Iwe waivepi for 8 years Wasu achichengetwa naMai Titi.Duzviiii remunhu.That blanket was of ROMBE Obina and not Mai Titi.Iwe Tiraridze your own life achievements.Imbwaaa yemunhu tsek.Duzviii

70 71 72 73 74