Chiziviso Takunda Amon Makurumure Zvirikunzi akashaika mushure mukubayiwa ne mudiwa wake nebanga nyaya hombe yakakonzeresa ndeyekuti pakamboenda mukomana ku UK zvakanoramba kunyatsofamba ndobva adzoka akasvikira mumaoko
memusikana musikana akamutambira semudiwa wake but musikana haana kuziva hapana chawuyiwa nacho mukomana ayingoti mari yangu ichiri kuma US, kudzamara musikana azoona kuti hapana iripo ndobva vangonetsana kwakutobaya ayisada kuraya hake asi
ndozvakazoitika mutapi wenhawu akwanisa kutaura ne musikana pabatwa nemapurisa hanzi ati mukoma uyu akandirambisa munhu wangu achinyepa plus anevana 3 ndandisikuzviziva so zvakanditsamwisa zvikuru