FROM INBOX | Mangwanani vadikanwi. Tinehurombo nekurasikirwa neumwe wedu semhuri yeZimbabwe anonzi iye Takunda Amon Makurumure uyo anova akabaiwa nebanga nemusikana wake anonzi iye Sibongile Moyo.
Chiitiko ichi chaฤทaitika nezuro 25 May 2024, Khayelitsha Capetown. Vaviri vese ava vanobva Berchnough Bridge.
MHSRIP๐๐
Mwari we hanzi zvaita sei ndabatikana hangu veduwe kana dziri mhepo dzakatooma totizira kupi mwari imi ๐ญ๐ญ๐ญ๐๐๐ mweya wako ngauwane zororo mwanangu.